Nesuwo

Nesuwo Lyrics

Song Nesuwo
Artist Killer T
Album Hope Dzehumambo
Download Image LRC TXT
[00:00.11] Hot property
[00:00.76] Oh, oh
[00:04.86] Nesuwo mambo
[00:06.86] Nesuwo mambo
[00:08.82] Tinoda kudzidziswa sezva maikata vamwe
[00:13.25] Tinoda kuwoneswawo sezva maikata vamwe
[00:17.43] Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo
[00:21.82] Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo
[00:26.04] Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo
[00:30.50] Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo
[00:35.10] Tinoda kuti unzwisise
[00:37.51] Tinoda Kuti ugo terera
[00:39.52] Tinoda kuti undinzwe
[00:41.73] Tinoda kuti ugo cheuka
[00:43.99] Minamato yaidiwa kana mombe
[00:46.18] Vanangu musaite marombe
[00:48.07] Zvikarema musaite manyope
[00:50.55] Tinoda kwatiri mugo cheuka
[00:52.40] Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo
[00:56.73] Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo
[01:01.14] Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo
[01:05.37] Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo
[01:10.29] Tinoda kugukutirwawo
[01:12.48] Tinoda kubvumbamirwawo
[01:14.70] Tinoda kutungamirwawo
[01:16.99] Tinoda kukomborerwawo
[01:18.76] Tinoda kurarama
[01:21.05] Tinoda kunyaradzwa mumoyo
[01:23.29] Tinoda muti chengete
[01:25.59] Tinoda muti kanganwire
[01:27.23] Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo
[01:31.60] Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo
[01:36.16] Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo
[01:40.49] Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo
[01:45.17] Tinoda kuti unzwisise
[01:47.19] Tinoda kuti ugo terera
[01:49.34] Tinoda kuti undizwewo
[01:51.50] Tinodakuti ugo chouka
[01:53.61] Minamato yaidiwa kana mombe
[01:56.09] Vanangu musaite marombe
[01:57.91] Zvikarema musaite manyope
[02:00.22] Tinoda kwatiri mugo cheuka
[02:02.10] Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo
[02:06.53] Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo
[02:10.85] Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo
[02:15.20] Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwe
[02:19.82]
Nesuwo Lyrics
YouTube Results (More on YouTube)