Hot property Oh, oh Nesuwo mambo Nesuwo mambo Tinoda kudzidziswa sezva maikata vamwe Tinoda kuwoneswawo sezva maikata vamwe Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo Tinoda kuti unzwisise Tinoda Kuti ugo terera Tinoda kuti undinzwe Tinoda kuti ugo cheuka Minamato yaidiwa kana mombe Vanangu musaite marombe Zvikarema musaite manyope Tinoda kwatiri mugo cheuka Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo Tinoda kugukutirwawo Tinoda kubvumbamirwawo Tinoda kutungamirwawo Tinoda kukomborerwawo Tinoda kurarama Tinoda kunyaradzwa mumoyo Tinoda muti chengete Tinoda muti kanganwire Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo Tinoda kuti unzwisise Tinoda kuti ugo terera Tinoda kuti undizwewo Tinodakuti ugo chouka Minamato yaidiwa kana mombe Vanangu musaite marombe Zvikarema musaite manyope Tinoda kwatiri mugo cheuka Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwe