[00:00.11] Hot property [00:00.76] Oh, oh [00:04.86] Nesuwo mambo [00:06.86] Nesuwo mambo [00:08.82] Tinoda kudzidziswa sezva maikata vamwe [00:13.25] Tinoda kuwoneswawo sezva maikata vamwe [00:17.43] Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo [00:21.82] Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo [00:26.04] Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo [00:30.50] Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo [00:35.10] Tinoda kuti unzwisise [00:37.51] Tinoda Kuti ugo terera [00:39.52] Tinoda kuti undinzwe [00:41.73] Tinoda kuti ugo cheuka [00:43.99] Minamato yaidiwa kana mombe [00:46.18] Vanangu musaite marombe [00:48.07] Zvikarema musaite manyope [00:50.55] Tinoda kwatiri mugo cheuka [00:52.40] Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo [00:56.73] Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo [01:01.14] Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo [01:05.37] Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo [01:10.29] Tinoda kugukutirwawo [01:12.48] Tinoda kubvumbamirwawo [01:14.70] Tinoda kutungamirwawo [01:16.99] Tinoda kukomborerwawo [01:18.76] Tinoda kurarama [01:21.05] Tinoda kunyaradzwa mumoyo [01:23.29] Tinoda muti chengete [01:25.59] Tinoda muti kanganwire [01:27.23] Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo [01:31.60] Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo [01:36.16] Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo [01:40.49] Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo [01:45.17] Tinoda kuti unzwisise [01:47.19] Tinoda kuti ugo terera [01:49.34] Tinoda kuti undizwewo [01:51.50] Tinodakuti ugo chouka [01:53.61] Minamato yaidiwa kana mombe [01:56.09] Vanangu musaite marombe [01:57.91] Zvikarema musaite manyope [02:00.22] Tinoda kwatiri mugo cheuka [02:02.10] Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo [02:06.53] Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo [02:10.85] Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwewo [02:15.20] Aiwa nesuwo mambo musazo tikanganwe [02:19.82]