| [00:00.32] |
(Hot Property Music) (let them know) Killer T (let them know, let them know, let them know) |
| [00:10.73] |
Hamudi kungonzwa kunzi ndabata changu (ndabata changu) |
| [00:16.58] |
Kuti mungonzwa kunzi ndinewo changuwo, mukuru mukuru (ndabata changu) |
| [00:22.45] |
Iko kufa kwemurume kubuda ura |
| [00:25.44] |
Munoda kuti ndirambe ndichingokumbira |
| [00:28.20] |
Kana ndazodaro mochinditaura |
| [00:31.19] |
Kuti havana zvavo varikuyaura |
| [00:33.92] |
Iko kufa kwemurume kubuda ura |
| [00:37.28] |
Munoda kuti ndirambe ndichingokumbira |
| [00:40.05] |
Kana ndazodaro mochinditaura |
| [00:42.92] |
Kuti havana zvavo varikuyaura |
| [00:45.71] |
Manje handimire mundima tafamba |
| [00:49.12] |
Chese chandobata vanoda kuzviramba |
| [00:51.69] |
Ndamira pamusoro kuti mundione |
| [00:54.67] |
Kuti ndikachema mukasike kunzwa |
| [00:57.75] |
Kana chese chandoshanda mochigumbukira |
| [01:00.44] |
Hamudi kungonzwa chete pandobudirira |
| [01:03.41] |
Saka chandinokumbira pano kutaura |
| [01:06.25] |
Kana mukaramba ndoda kushaura |
| [01:09.10] |
Iko kufa kwemurume kubuda ura |
| [01:12.28] |
Munoda kuti ndirambe ndichingokumbira |
| [01:15.16] |
Kana ndazodaro mochinditaura |
| [01:18.08] |
Kuti havana zvavo varikuyaura |
| [01:20.74] |
Iko kufa kwemurume kubuda ura |
| [01:23.88] |
Munoda kuti ndirambe ndichingokumbira |
| [01:26.82] |
Kana ndazodaro mochinditaura |
| [01:29.55] |
Kuti havana zvavo varikuyaura |
| [01:32.56] |
Ndimi makatituma musango rine shumba |
| [01:35.61] |
Makanga matiratidza hondo dzeraramo |
| [01:38.55] |
Isu tikati sango, sango tofiramo |
| [01:41.45] |
Tinenge tichitsvaga nzira dzeraramo |
| [01:44.23] |
Kana pandichatadza muchandirambira |
| [01:47.28] |
Kana mukuru wangu vakandiyambira |
| [01:50.34] |
Vakati hatisiye vanotimirira |
| [01:53.19] |
Pacho pamuchabvuma takapamirira |
| [01:56.22] |
Iko kufa kwemurume kubuda ura |
| [01:58.94] |
Munoda kuti ndirambe ndichingokumbira |
| [02:01.68] |
Kana ndazodaro mochinditaura |
| [02:04.85] |
Kuti havana zvavo varikuyaura |
| [02:07.83] |
Iko kufa kwemurume kubuda ura |
| [02:10.53] |
Munoda kuti ndirambe ndichingokumbira |
| [02:13.68] |
Kana ndazodaro mochinditaura |
| [02:16.55] |
Kuti havana zvavo varikuyaura |
| [02:19.45] |
Manje hatimire mundima tafamba |
| [02:22.57] |
Chese chandobata vanoda kuzviramba |
| [02:25.32] |
Ndamira pamusoro kuti mundione |
| [02:28.41] |
Kuti ndikachema mukasike kunzwa |
| [02:31.11] |
Kana chese chandoshanda mochigumbukira |
| [02:34.04] |
Hamudi kungonzwa chete pandobudirira |
| [02:36.97] |
Saka chandinokumbira pano kutaura |
| [02:39.82] |
Kana mukaramba ndoda kushaura |
| [02:42.72] |
Iko kufa kwemurume kubuda ura |
| [02:45.93] |
Munoda kuti ndirambe ndichingokumbira |
| [02:48.81] |
Kana ndazodaro mochinditaura |
| [02:51.67] |
Kuti havana zvavo varikuyaura |
| [02:54.62] |
Iko kufa kwemurume kubuda ura |
| [02:57.43] |
Munoda kuti ndirambe ndichingokumbira |
| [03:00.33] |
Kana ndazodaro mochinditaura |
| [03:03.58] |
Kuti havana zvavo varikuyaura |
| [03:06.25] |
|