[00:00.32] (Hot Property Music) (let them know) Killer T (let them know, let them know, let them know) [00:10.73] Hamudi kungonzwa kunzi ndabata changu (ndabata changu) [00:16.58] Kuti mungonzwa kunzi ndinewo changuwo, mukuru mukuru (ndabata changu) [00:22.45] Iko kufa kwemurume kubuda ura [00:25.44] Munoda kuti ndirambe ndichingokumbira [00:28.20] Kana ndazodaro mochinditaura [00:31.19] Kuti havana zvavo varikuyaura [00:33.92] Iko kufa kwemurume kubuda ura [00:37.28] Munoda kuti ndirambe ndichingokumbira [00:40.05] Kana ndazodaro mochinditaura [00:42.92] Kuti havana zvavo varikuyaura [00:45.71] Manje handimire mundima tafamba [00:49.12] Chese chandobata vanoda kuzviramba [00:51.69] Ndamira pamusoro kuti mundione [00:54.67] Kuti ndikachema mukasike kunzwa [00:57.75] Kana chese chandoshanda mochigumbukira [01:00.44] Hamudi kungonzwa chete pandobudirira [01:03.41] Saka chandinokumbira pano kutaura [01:06.25] Kana mukaramba ndoda kushaura [01:09.10] Iko kufa kwemurume kubuda ura [01:12.28] Munoda kuti ndirambe ndichingokumbira [01:15.16] Kana ndazodaro mochinditaura [01:18.08] Kuti havana zvavo varikuyaura [01:20.74] Iko kufa kwemurume kubuda ura [01:23.88] Munoda kuti ndirambe ndichingokumbira [01:26.82] Kana ndazodaro mochinditaura [01:29.55] Kuti havana zvavo varikuyaura [01:32.56] Ndimi makatituma musango rine shumba [01:35.61] Makanga matiratidza hondo dzeraramo [01:38.55] Isu tikati sango, sango tofiramo [01:41.45] Tinenge tichitsvaga nzira dzeraramo [01:44.23] Kana pandichatadza muchandirambira [01:47.28] Kana mukuru wangu vakandiyambira [01:50.34] Vakati hatisiye vanotimirira [01:53.19] Pacho pamuchabvuma takapamirira [01:56.22] Iko kufa kwemurume kubuda ura [01:58.94] Munoda kuti ndirambe ndichingokumbira [02:01.68] Kana ndazodaro mochinditaura [02:04.85] Kuti havana zvavo varikuyaura [02:07.83] Iko kufa kwemurume kubuda ura [02:10.53] Munoda kuti ndirambe ndichingokumbira [02:13.68] Kana ndazodaro mochinditaura [02:16.55] Kuti havana zvavo varikuyaura [02:19.45] Manje hatimire mundima tafamba [02:22.57] Chese chandobata vanoda kuzviramba [02:25.32] Ndamira pamusoro kuti mundione [02:28.41] Kuti ndikachema mukasike kunzwa [02:31.11] Kana chese chandoshanda mochigumbukira [02:34.04] Hamudi kungonzwa chete pandobudirira [02:36.97] Saka chandinokumbira pano kutaura [02:39.82] Kana mukaramba ndoda kushaura [02:42.72] Iko kufa kwemurume kubuda ura [02:45.93] Munoda kuti ndirambe ndichingokumbira [02:48.81] Kana ndazodaro mochinditaura [02:51.67] Kuti havana zvavo varikuyaura [02:54.62] Iko kufa kwemurume kubuda ura [02:57.43] Munoda kuti ndirambe ndichingokumbira [03:00.33] Kana ndazodaro mochinditaura [03:03.58] Kuti havana zvavo varikuyaura [03:06.25]