(Hot Property Music) (let them know) Killer T (let them know, let them know, let them know) Hamudi kungonzwa kunzi ndabata changu (ndabata changu) Kuti mungonzwa kunzi ndinewo changuwo, mukuru mukuru (ndabata changu) Iko kufa kwemurume kubuda ura Munoda kuti ndirambe ndichingokumbira Kana ndazodaro mochinditaura Kuti havana zvavo varikuyaura Iko kufa kwemurume kubuda ura Munoda kuti ndirambe ndichingokumbira Kana ndazodaro mochinditaura Kuti havana zvavo varikuyaura Manje handimire mundima tafamba Chese chandobata vanoda kuzviramba Ndamira pamusoro kuti mundione Kuti ndikachema mukasike kunzwa Kana chese chandoshanda mochigumbukira Hamudi kungonzwa chete pandobudirira Saka chandinokumbira pano kutaura Kana mukaramba ndoda kushaura Iko kufa kwemurume kubuda ura Munoda kuti ndirambe ndichingokumbira Kana ndazodaro mochinditaura Kuti havana zvavo varikuyaura Iko kufa kwemurume kubuda ura Munoda kuti ndirambe ndichingokumbira Kana ndazodaro mochinditaura Kuti havana zvavo varikuyaura Ndimi makatituma musango rine shumba Makanga matiratidza hondo dzeraramo Isu tikati sango, sango tofiramo Tinenge tichitsvaga nzira dzeraramo Kana pandichatadza muchandirambira Kana mukuru wangu vakandiyambira Vakati hatisiye vanotimirira Pacho pamuchabvuma takapamirira Iko kufa kwemurume kubuda ura Munoda kuti ndirambe ndichingokumbira Kana ndazodaro mochinditaura Kuti havana zvavo varikuyaura Iko kufa kwemurume kubuda ura Munoda kuti ndirambe ndichingokumbira Kana ndazodaro mochinditaura Kuti havana zvavo varikuyaura Manje hatimire mundima tafamba Chese chandobata vanoda kuzviramba Ndamira pamusoro kuti mundione Kuti ndikachema mukasike kunzwa Kana chese chandoshanda mochigumbukira Hamudi kungonzwa chete pandobudirira Saka chandinokumbira pano kutaura Kana mukaramba ndoda kushaura Iko kufa kwemurume kubuda ura Munoda kuti ndirambe ndichingokumbira Kana ndazodaro mochinditaura Kuti havana zvavo varikuyaura Iko kufa kwemurume kubuda ura Munoda kuti ndirambe ndichingokumbira Kana ndazodaro mochinditaura Kuti havana zvavo varikuyaura