Ngoma

Ngoma Lyrics

Song Ngoma
Artist Killer T
Album Mukuru Mukuru Singles Collection
Download Image LRC TXT
[00:00.56] Kana muchinge mandisiya mozouya monditora (Killer T)
[00:05.07] Kufara kwedu vanokuziva kana tafunga (Hot Property) kutamba
[00:08.78] Kana muchinge mandisiya mozouya monditora
[00:12.73] Kufara kwedu vanokuziva kana tafunga kutamba
[00:17.11] Kokorodza ani nani murombo, shoroma anemari
[00:21.43] Tamba tyoka musana honey kuti ndikupe mari yangu
[00:25.60] Mandimutsa ndakarara, ndanga ndichida kumbosara
[00:29.92] Ndanga ndichida kuzorora
[00:31.93] Gwenyambira tichateera
[00:34.74] Ndongoma baba (ngoma)
[00:36.54] Ndongoma baba (ngoma)
[00:38.61] Ndongoma baba (ngoma)
[00:40.76] Ndongoma baba
[00:42.48] Mandimutsa ndakarara
[00:44.66] Ndanga ndichida kuzorora
[00:46.79] Gwenyambira ndichateera kuzorova ngoma
[00:51.27] Ndorova ngoma(gwenyambira)
[00:53.35] Ndorova ngoma (gwenyambira)
[00:55.58] Ndorova ngoma (gwenyambira)
[00:57.24] Ah ndorova ngoma (gwenyambira)
[00:59.32] Ngoma yekwedu vanoridza vozouya vonditora
[01:03.32] Kushanda kwedu vanokuziva
[01:05.79] Mozouya monditora
[01:07.77] Dai maudza majaya mutambo uri pano vagoche gwaya
[01:12.04] Muchandibuda maya-gare gare kana mvura yanaya
[01:16.16] Mandimutsa ndakarara, ndanga ndichida kumbosara
[01:20.55] Ndanga ndichida kuzorora
[01:22.74] Gwenyambira tichateera
[01:24.80] Ndongoma baba(ngoma)
[01:26.96] Ndongoma baba(ngoma)
[01:28.91] Ndongoma baba(ngoma)
[01:31.17] Ndongoma baba
[01:33.53] Mandimutsa ndakarara
[01:35.28] Ndanga ndichida kuzorora
[01:37.21] Gwenyambira ndichateera kuzorova ngoma
[01:41.74] Ndorova ngoma (gwenyambira)
[01:43.92] Ndorova ngoma (gwenyambira)
[01:46.01] Ndorova ngoma (gwenyambira)
[01:47.66] Ah ndorova ngoma (gwenyambira)
[01:49.96] Mondovaudza mationa
[01:52.45] Mangotisiya takazara
[01:54.21] Kwamatisiya mokuziva
[01:56.07] Mozouya monditora
[01:58.42] Ichakalaka hwahwa naka tichitamba ngoma isu
[02:01.89] Ichakalaka hwahwa naka tichitamba ngoma isu
[02:06.63] Mandimutsa ndakarara, ndanga ndichida kumbosara
[02:10.82] Ndanga ndichida kuzorora
[02:13.07] Gwenyambira tichateera
[02:15.19] Ndongoma baba(ngoma)
[02:17.40] Ndongoma baba(ngoma)
[02:19.62] Ndongoma baba(ngoma)
[02:21.83] Ndongoma baba
[02:23.52] Mandimutsa ndakarara
[02:25.80] Ndanga ndichida kuzorora
[02:28.09] Gwenyambira ndichateera kuzorova ngoma
[02:32.16] Ndorova ngoma (gwenyambira)
[02:34.26] Ndorova ngoma (gwenyambira)
[02:36.65] Ndorova ngoma(gwenyambira)
[02:38.21] Ah ndorova ngoma(gwenyambira)
[02:40.87] Kana muchinge mandisiya mozouya monditora, kufara kwedu vanokuziva kana tafunga kutamba
[02:48.61] Kokorodza ani nani murombo, shoroma nemari
[02:52.92] Tamba tyoka musana honey kuti ndikupe mari yangu
[02:57.04] Mandimutsa ndakarara, ndanga ndichida kumbosara
[03:01.54] Ndanga ndichida kuzorora
[03:03.41] Gwenyambira tichateera
[03:05.15] Ndongoma baba(ngoma)
[03:08.18] Ndongoma baba(ngoma)
[03:10.03] Ndongoma baba(ngoma)
[03:12.16] Ndongoma baba
[03:14.15] Mandimutsa ndakarara
[03:16.39] Ndanga ndichida kuzorora
[03:18.42] Gwenyambira ndichateera kuzorova ngoma
[03:22.36] Ndorova ngoma(gwenyambira)
[03:24.97] Ndorova ngoma(gwenyambira)
[03:27.05] Ndorova ngoma(gwenyambira)
[03:28.86] Ah ndorova ngoma(gwenyambira)
[03:31.40]
Ngoma Lyrics
YouTube Results (More on YouTube)