Kana muchinge mandisiya mozouya monditora (Killer T) Kufara kwedu vanokuziva kana tafunga (Hot Property) kutamba Kana muchinge mandisiya mozouya monditora Kufara kwedu vanokuziva kana tafunga kutamba Kokorodza ani nani murombo, shoroma anemari Tamba tyoka musana honey kuti ndikupe mari yangu Mandimutsa ndakarara, ndanga ndichida kumbosara Ndanga ndichida kuzorora Gwenyambira tichateera Ndongoma baba (ngoma) Ndongoma baba (ngoma) Ndongoma baba (ngoma) Ndongoma baba Mandimutsa ndakarara Ndanga ndichida kuzorora Gwenyambira ndichateera kuzorova ngoma Ndorova ngoma(gwenyambira) Ndorova ngoma (gwenyambira) Ndorova ngoma (gwenyambira) Ah ndorova ngoma (gwenyambira) Ngoma yekwedu vanoridza vozouya vonditora Kushanda kwedu vanokuziva Mozouya monditora Dai maudza majaya mutambo uri pano vagoche gwaya Muchandibuda maya-gare gare kana mvura yanaya Mandimutsa ndakarara, ndanga ndichida kumbosara Ndanga ndichida kuzorora Gwenyambira tichateera Ndongoma baba(ngoma) Ndongoma baba(ngoma) Ndongoma baba(ngoma) Ndongoma baba Mandimutsa ndakarara Ndanga ndichida kuzorora Gwenyambira ndichateera kuzorova ngoma Ndorova ngoma (gwenyambira) Ndorova ngoma (gwenyambira) Ndorova ngoma (gwenyambira) Ah ndorova ngoma (gwenyambira) Mondovaudza mationa Mangotisiya takazara Kwamatisiya mokuziva Mozouya monditora Ichakalaka hwahwa naka tichitamba ngoma isu Ichakalaka hwahwa naka tichitamba ngoma isu Mandimutsa ndakarara, ndanga ndichida kumbosara Ndanga ndichida kuzorora Gwenyambira tichateera Ndongoma baba(ngoma) Ndongoma baba(ngoma) Ndongoma baba(ngoma) Ndongoma baba Mandimutsa ndakarara Ndanga ndichida kuzorora Gwenyambira ndichateera kuzorova ngoma Ndorova ngoma (gwenyambira) Ndorova ngoma (gwenyambira) Ndorova ngoma(gwenyambira) Ah ndorova ngoma(gwenyambira) Kana muchinge mandisiya mozouya monditora, kufara kwedu vanokuziva kana tafunga kutamba Kokorodza ani nani murombo, shoroma nemari Tamba tyoka musana honey kuti ndikupe mari yangu Mandimutsa ndakarara, ndanga ndichida kumbosara Ndanga ndichida kuzorora Gwenyambira tichateera Ndongoma baba(ngoma) Ndongoma baba(ngoma) Ndongoma baba(ngoma) Ndongoma baba Mandimutsa ndakarara Ndanga ndichida kuzorora Gwenyambira ndichateera kuzorova ngoma Ndorova ngoma(gwenyambira) Ndorova ngoma(gwenyambira) Ndorova ngoma(gwenyambira) Ah ndorova ngoma(gwenyambira)