[00:00.56] Kana muchinge mandisiya mozouya monditora (Killer T) [00:05.07] Kufara kwedu vanokuziva kana tafunga (Hot Property) kutamba [00:08.78] Kana muchinge mandisiya mozouya monditora [00:12.73] Kufara kwedu vanokuziva kana tafunga kutamba [00:17.11] Kokorodza ani nani murombo, shoroma anemari [00:21.43] Tamba tyoka musana honey kuti ndikupe mari yangu [00:25.60] Mandimutsa ndakarara, ndanga ndichida kumbosara [00:29.92] Ndanga ndichida kuzorora [00:31.93] Gwenyambira tichateera [00:34.74] Ndongoma baba (ngoma) [00:36.54] Ndongoma baba (ngoma) [00:38.61] Ndongoma baba (ngoma) [00:40.76] Ndongoma baba [00:42.48] Mandimutsa ndakarara [00:44.66] Ndanga ndichida kuzorora [00:46.79] Gwenyambira ndichateera kuzorova ngoma [00:51.27] Ndorova ngoma(gwenyambira) [00:53.35] Ndorova ngoma (gwenyambira) [00:55.58] Ndorova ngoma (gwenyambira) [00:57.24] Ah ndorova ngoma (gwenyambira) [00:59.32] Ngoma yekwedu vanoridza vozouya vonditora [01:03.32] Kushanda kwedu vanokuziva [01:05.79] Mozouya monditora [01:07.77] Dai maudza majaya mutambo uri pano vagoche gwaya [01:12.04] Muchandibuda maya-gare gare kana mvura yanaya [01:16.16] Mandimutsa ndakarara, ndanga ndichida kumbosara [01:20.55] Ndanga ndichida kuzorora [01:22.74] Gwenyambira tichateera [01:24.80] Ndongoma baba(ngoma) [01:26.96] Ndongoma baba(ngoma) [01:28.91] Ndongoma baba(ngoma) [01:31.17] Ndongoma baba [01:33.53] Mandimutsa ndakarara [01:35.28] Ndanga ndichida kuzorora [01:37.21] Gwenyambira ndichateera kuzorova ngoma [01:41.74] Ndorova ngoma (gwenyambira) [01:43.92] Ndorova ngoma (gwenyambira) [01:46.01] Ndorova ngoma (gwenyambira) [01:47.66] Ah ndorova ngoma (gwenyambira) [01:49.96] Mondovaudza mationa [01:52.45] Mangotisiya takazara [01:54.21] Kwamatisiya mokuziva [01:56.07] Mozouya monditora [01:58.42] Ichakalaka hwahwa naka tichitamba ngoma isu [02:01.89] Ichakalaka hwahwa naka tichitamba ngoma isu [02:06.63] Mandimutsa ndakarara, ndanga ndichida kumbosara [02:10.82] Ndanga ndichida kuzorora [02:13.07] Gwenyambira tichateera [02:15.19] Ndongoma baba(ngoma) [02:17.40] Ndongoma baba(ngoma) [02:19.62] Ndongoma baba(ngoma) [02:21.83] Ndongoma baba [02:23.52] Mandimutsa ndakarara [02:25.80] Ndanga ndichida kuzorora [02:28.09] Gwenyambira ndichateera kuzorova ngoma [02:32.16] Ndorova ngoma (gwenyambira) [02:34.26] Ndorova ngoma (gwenyambira) [02:36.65] Ndorova ngoma(gwenyambira) [02:38.21] Ah ndorova ngoma(gwenyambira) [02:40.87] Kana muchinge mandisiya mozouya monditora, kufara kwedu vanokuziva kana tafunga kutamba [02:48.61] Kokorodza ani nani murombo, shoroma nemari [02:52.92] Tamba tyoka musana honey kuti ndikupe mari yangu [02:57.04] Mandimutsa ndakarara, ndanga ndichida kumbosara [03:01.54] Ndanga ndichida kuzorora [03:03.41] Gwenyambira tichateera [03:05.15] Ndongoma baba(ngoma) [03:08.18] Ndongoma baba(ngoma) [03:10.03] Ndongoma baba(ngoma) [03:12.16] Ndongoma baba [03:14.15] Mandimutsa ndakarara [03:16.39] Ndanga ndichida kuzorora [03:18.42] Gwenyambira ndichateera kuzorova ngoma [03:22.36] Ndorova ngoma(gwenyambira) [03:24.97] Ndorova ngoma(gwenyambira) [03:27.05] Ndorova ngoma(gwenyambira) [03:28.86] Ah ndorova ngoma(gwenyambira) [03:31.40]