One One

One One Lyrics

Song One One
Artist Kikky Badass
Album Wanna Be Riddim
Download Image LRC TXT
[00:01.08] Symplex Music (vanonditi Kikky) yo Symplex wagwan
[00:04.38] Kutasva ngoma semurikiriki (yo Marcus) Badass
[00:08.80] Une kamwe ka-fast ikako ndiko kanokuita last
[00:11.90] Chibata chest, udzikamise hana usabate mu-waist
[00:15.56] Nanhasi newe handina trust unofoira test
[00:18.23] Hauidi kudzikama kuita senge pane ari kukukama, kasi pane akukama?
[00:22.46] Urimunhu wekuziva wemudanga wehukama
[00:25.12] Usade kutsvaga munyama ndangoti pakurarama
[00:27.55] Aiwa kani ita zvinhu zvako one, one
[00:29.85] One, one, one, one, one, one
[00:32.28] Ita mbijana-mbijana uri munhu one
[00:34.37] Mbijana-mbijana ndokuti unzi une plan
[00:36.97] Aiwa kani ita zvinhu zvako one, one
[00:39.37] One, one, one, one, one, one
[00:41.46] Ita mbijana-mbijana uri munhu one
[00:43.82] Mbijana-mbijana ndokuti unzi une plan
[00:46.81] Uda kudya, uda kumama
[00:48.05] Wagara uda kumira, wamira uda kurara, wakugara wakamira
[00:51.84] Urivangani? Izvezvi wakutora wambosiya wani
[00:55.58] Une hunhu wekusanganisa sanganisa tsvee
[00:58.05] Kupedzisa tsvee senge pane yati nzvee
[01:00.69] Wasiya yawatanga, yawatanga uchasiya, manje takuzokumamisa, ehe
[01:05.22] Aiwa kani ita zvinhu zvako one, one
[01:07.58] One, one, one, one, one, one
[01:09.94] Ita mbijana-mbijana uri munhu one
[01:12.28] Mbijana-mbijana ndokuti unzi une plan
[01:14.65] Aiwa kani ita zvinhu zvako one, one
[01:17.03] One, one, one, one, one, one
[01:19.57] Ita mbijana-mbijana uri munhu one
[01:21.47] Mbijana-mbijana ndokuti unzi une plan
[01:24.15] Une kamwe ka-fast ikako ndiko kanokuita last
[01:27.46] Chibata chest, udzikamise hana usabate muwaist
[01:30.66] Nanhasi newe handina trust unofoira test
[01:33.75] Hauidi kudzikama, kuita senge pane ari kukukama, kasi pane akukama?
[01:38.86] Urimunhu wekuziva wemudanga wehukama
[01:40.42] Usade kutsvaga munyama ndangoti pakurarama
[01:42.79] Aiwa kani ita zvinhu zvako one, one
[01:45.33] One, one, one, one, one, one
[01:47.45] Ita mbijana-mbijana uri munhu one
[01:49.54] Mbijana-mbijana ndokuti unzi une plan
[01:52.18] Aiwa kani ita zvinhu zvako one, one
[01:54.43] One, one, one, one, one, one
[01:56.72] Ita mbijana-mbijana uri munhu one
[01:59.04] Mbijana-mbijana ndokuti unzi une plan
[02:02.00] Uda kudya, uda kumama
[02:03.28] Wagara uda kumira, wamira uda kurara, wakugara wakamira
[02:07.57] Urivangani? Izvezvi wakutora wambosiya wani
[02:11.12] Une hunhu wekusanganisa sanganisa tsvee
[02:13.44] Kupedzisa tsvee senge pane yati nzvee
[02:15.93] Wasiya yawatanga, yawatanga uchasiya, manje takuzokumamisa, ehe
[02:20.12] Aiwa kani ita zvinhu zvako one, one
[02:22.79] One, one, one, one, one, one
[02:25.12] Ita mbijana-mbijana uri munhu one
[02:27.13] Mbijana-mbijana ndokuti unzi une plan
[02:29.87] Aiwa kani ita zvinhu zvako one, one
[02:32.15] One, one, one, one, one, one
[02:34.52] Ita mbijana-mbijana uri munhu one
[02:36.82] Mbijana-mbijana ndokuti unzi une plan
[02:39.19] Aiwa kani ita zvinhu zvako one, one
[02:41.59] One, one, one, one, one, one
[02:43.80] Ita mbijana-mbijana uri munhu one
[02:46.23] Mbijana-mbijana ndokuti unzi une plan
[02:48.66] Aiwa kani ita zvinhu zvako one, one
[02:50.96] One, one, one, one, one, one
[02:53.39] Ita mbijana-mbijana uri munhu one
[02:55.62] Mbijana-mbijana ndokuti unzi une plan
[02:59.08]
One One Lyrics
YouTube Results (More on YouTube)