Symplex Music (vanonditi Kikky) yo Symplex wagwan Kutasva ngoma semurikiriki (yo Marcus) Badass Une kamwe ka-fast ikako ndiko kanokuita last Chibata chest, udzikamise hana usabate mu-waist Nanhasi newe handina trust unofoira test Hauidi kudzikama kuita senge pane ari kukukama, kasi pane akukama? Urimunhu wekuziva wemudanga wehukama Usade kutsvaga munyama ndangoti pakurarama Aiwa kani ita zvinhu zvako one, one One, one, one, one, one, one Ita mbijana-mbijana uri munhu one Mbijana-mbijana ndokuti unzi une plan Aiwa kani ita zvinhu zvako one, one One, one, one, one, one, one Ita mbijana-mbijana uri munhu one Mbijana-mbijana ndokuti unzi une plan Uda kudya, uda kumama Wagara uda kumira, wamira uda kurara, wakugara wakamira Urivangani? Izvezvi wakutora wambosiya wani Une hunhu wekusanganisa sanganisa tsvee Kupedzisa tsvee senge pane yati nzvee Wasiya yawatanga, yawatanga uchasiya, manje takuzokumamisa, ehe Aiwa kani ita zvinhu zvako one, one One, one, one, one, one, one Ita mbijana-mbijana uri munhu one Mbijana-mbijana ndokuti unzi une plan Aiwa kani ita zvinhu zvako one, one One, one, one, one, one, one Ita mbijana-mbijana uri munhu one Mbijana-mbijana ndokuti unzi une plan Une kamwe ka-fast ikako ndiko kanokuita last Chibata chest, udzikamise hana usabate muwaist Nanhasi newe handina trust unofoira test Hauidi kudzikama, kuita senge pane ari kukukama, kasi pane akukama? Urimunhu wekuziva wemudanga wehukama Usade kutsvaga munyama ndangoti pakurarama Aiwa kani ita zvinhu zvako one, one One, one, one, one, one, one Ita mbijana-mbijana uri munhu one Mbijana-mbijana ndokuti unzi une plan Aiwa kani ita zvinhu zvako one, one One, one, one, one, one, one Ita mbijana-mbijana uri munhu one Mbijana-mbijana ndokuti unzi une plan Uda kudya, uda kumama Wagara uda kumira, wamira uda kurara, wakugara wakamira Urivangani? Izvezvi wakutora wambosiya wani Une hunhu wekusanganisa sanganisa tsvee Kupedzisa tsvee senge pane yati nzvee Wasiya yawatanga, yawatanga uchasiya, manje takuzokumamisa, ehe Aiwa kani ita zvinhu zvako one, one One, one, one, one, one, one Ita mbijana-mbijana uri munhu one Mbijana-mbijana ndokuti unzi une plan Aiwa kani ita zvinhu zvako one, one One, one, one, one, one, one Ita mbijana-mbijana uri munhu one Mbijana-mbijana ndokuti unzi une plan Aiwa kani ita zvinhu zvako one, one One, one, one, one, one, one Ita mbijana-mbijana uri munhu one Mbijana-mbijana ndokuti unzi une plan Aiwa kani ita zvinhu zvako one, one One, one, one, one, one, one Ita mbijana-mbijana uri munhu one Mbijana-mbijana ndokuti unzi une plan