[00:01.08] Symplex Music (vanonditi Kikky) yo Symplex wagwan [00:04.38] Kutasva ngoma semurikiriki (yo Marcus) Badass [00:08.80] Une kamwe ka-fast ikako ndiko kanokuita last [00:11.90] Chibata chest, udzikamise hana usabate mu-waist [00:15.56] Nanhasi newe handina trust unofoira test [00:18.23] Hauidi kudzikama kuita senge pane ari kukukama, kasi pane akukama? [00:22.46] Urimunhu wekuziva wemudanga wehukama [00:25.12] Usade kutsvaga munyama ndangoti pakurarama [00:27.55] Aiwa kani ita zvinhu zvako one, one [00:29.85] One, one, one, one, one, one [00:32.28] Ita mbijana-mbijana uri munhu one [00:34.37] Mbijana-mbijana ndokuti unzi une plan [00:36.97] Aiwa kani ita zvinhu zvako one, one [00:39.37] One, one, one, one, one, one [00:41.46] Ita mbijana-mbijana uri munhu one [00:43.82] Mbijana-mbijana ndokuti unzi une plan [00:46.81] Uda kudya, uda kumama [00:48.05] Wagara uda kumira, wamira uda kurara, wakugara wakamira [00:51.84] Urivangani? Izvezvi wakutora wambosiya wani [00:55.58] Une hunhu wekusanganisa sanganisa tsvee [00:58.05] Kupedzisa tsvee senge pane yati nzvee [01:00.69] Wasiya yawatanga, yawatanga uchasiya, manje takuzokumamisa, ehe [01:05.22] Aiwa kani ita zvinhu zvako one, one [01:07.58] One, one, one, one, one, one [01:09.94] Ita mbijana-mbijana uri munhu one [01:12.28] Mbijana-mbijana ndokuti unzi une plan [01:14.65] Aiwa kani ita zvinhu zvako one, one [01:17.03] One, one, one, one, one, one [01:19.57] Ita mbijana-mbijana uri munhu one [01:21.47] Mbijana-mbijana ndokuti unzi une plan [01:24.15] Une kamwe ka-fast ikako ndiko kanokuita last [01:27.46] Chibata chest, udzikamise hana usabate muwaist [01:30.66] Nanhasi newe handina trust unofoira test [01:33.75] Hauidi kudzikama, kuita senge pane ari kukukama, kasi pane akukama? [01:38.86] Urimunhu wekuziva wemudanga wehukama [01:40.42] Usade kutsvaga munyama ndangoti pakurarama [01:42.79] Aiwa kani ita zvinhu zvako one, one [01:45.33] One, one, one, one, one, one [01:47.45] Ita mbijana-mbijana uri munhu one [01:49.54] Mbijana-mbijana ndokuti unzi une plan [01:52.18] Aiwa kani ita zvinhu zvako one, one [01:54.43] One, one, one, one, one, one [01:56.72] Ita mbijana-mbijana uri munhu one [01:59.04] Mbijana-mbijana ndokuti unzi une plan [02:02.00] Uda kudya, uda kumama [02:03.28] Wagara uda kumira, wamira uda kurara, wakugara wakamira [02:07.57] Urivangani? Izvezvi wakutora wambosiya wani [02:11.12] Une hunhu wekusanganisa sanganisa tsvee [02:13.44] Kupedzisa tsvee senge pane yati nzvee [02:15.93] Wasiya yawatanga, yawatanga uchasiya, manje takuzokumamisa, ehe [02:20.12] Aiwa kani ita zvinhu zvako one, one [02:22.79] One, one, one, one, one, one [02:25.12] Ita mbijana-mbijana uri munhu one [02:27.13] Mbijana-mbijana ndokuti unzi une plan [02:29.87] Aiwa kani ita zvinhu zvako one, one [02:32.15] One, one, one, one, one, one [02:34.52] Ita mbijana-mbijana uri munhu one [02:36.82] Mbijana-mbijana ndokuti unzi une plan [02:39.19] Aiwa kani ita zvinhu zvako one, one [02:41.59] One, one, one, one, one, one [02:43.80] Ita mbijana-mbijana uri munhu one [02:46.23] Mbijana-mbijana ndokuti unzi une plan [02:48.66] Aiwa kani ita zvinhu zvako one, one [02:50.96] One, one, one, one, one, one [02:53.39] Ita mbijana-mbijana uri munhu one [02:55.62] Mbijana-mbijana ndokuti unzi une plan [02:59.08]