Ndiyani

Ndiyani Lyrics

Song Ndiyani
Artist Killer T
Album Gheto Rinenharo Singles Collection
Download Image LRC TXT
[00:00.28] Mount Zion Music
[00:02.91] Uuu uuu uuu
[00:08.26] Uuu uuu uuu
[00:11.55] Pese pandokuona nezvese zvandinofunga
[00:16.36] Handisvike kana mangwana
[00:18.82] Nezvese zvatakaronga
[00:20.86] Achazonyaradza mumwe ndiani?
[00:22.83] Zvawati inini ndinoyema
[00:25.12] Achazotakura mumwe ndiani?
[00:27.84] Zvawati inini ndinoyema
[00:30.20] Achazonyaradza mumwe ndiani?
[00:32.41] Zvawati inini ndinoyema
[00:35.21] Achazotakura mumwe ndiani?
[00:37.42] Zvawati inini ndinorema
[00:40.03] Ndaingoda kuti tibude mugota
[00:42.39] Tivake musha ndizvo zvandaishuva
[00:44.68] Hakuna sango singamere mahuswa
[00:47.27] Babe usanditi ndinonetsa
[00:49.76] Ndaida kuonekera kuita mukwasha chaiye
[00:52.61] Mukwasha akarongeka
[00:54.64] Ini newe kuti tigare murudo
[00:56.64] Handidi mudiwa wangu kuti tinetsane
[00:59.26] Achazonyaradza mumwe ndiani?
[01:01.79] Zvawati inini ndinoyema
[01:03.98] Achazotakura mumwe ndiani?
[01:06.41] Zvawati inini ndinoyema
[01:08.90] Achazonyaradza mumwe ndiani?
[01:11.67] Zvawati inini ndinoyema
[01:13.64] Achazotakura mumwe ndiani?
[01:16.40] Zvawati inini ndinorema
[01:19.39] Kana ndakapara mhaka
[01:21.24] Mudiwa wangu ndiregerere
[01:24.01] Ndinoda tiwirirane
[01:26.36] Mudiwa wangu tisimbisane
[01:28.59] Usanete kundipukupa misodzi
[01:30.68] Nekuti iwewe ndiwe muridzi
[01:33.70] Murudo tadzika midzi
[01:35.75] Kana ndiri hwai ndiwe mufudzi
[01:38.20] Achazonyaradza mumwe ndiani?
[01:40.72] Zvawati inini ndinoyema
[01:43.29] Achazotakura mumwe ndiani?
[01:45.52] Zvawati inini ndinorema
[01:47.82] Achazonyaradza mumwe ndiani?
[01:50.21] Zvawati inini ndinoyema
[01:52.83] Achazotakura mumwe ndiani?
[01:55.15] Zvawati inini ndinorema
[01:58.20] Pese pandokuona nezvese zvandinofunga
[02:02.83] Handisvike kana mangwana
[02:05.42] Nezvese zvatakaronga
[02:07.35] Ndaingoda kuti tibude mugota
[02:09.53] Tivake musha ndizvo zvandaishuva
[02:11.97] Hakuna sango singamere mahuswa
[02:14.20] Babe usanditi ndinonetsa
[02:16.90] Ndaida kuonekera kuita mukwasha chaiye
[02:20.05] Mukwasha akarongeka
[02:21.79] Ini newe kuti tigare murudo
[02:24.10] Handidi mudiwa wangu kuti tinetsane
[02:26.36] Achazonyaradza mumwe ndiani?
[02:28.85] Zvawati inini ndinoyema
[02:31.45] Achazotakura mumwe ndiani?
[02:33.94] Zvawati inini ndinoyema
[02:36.25] Achazonyaradza mumwe ndiani?
[02:38.88] Zvawati inini ndinoyema
[02:40.94] Achazotakura mumwe ndiani?
[02:43.31] Zvawati inini ndinorema
[02:46.27] Kana ndakapara mhaka
[02:48.92] Mudiwa wangu ndiregerere
[02:51.53] Ndinoda tiwirirane
[02:53.64] Mudiwa wangu tisimbisane
[02:55.97] Usanete kundipukupa misodzi
[02:57.97] Nekuti iwewe ndiwe muridzi
[03:01.09] Murudo tadzika midzi
[03:02.79] Kana ndiri hwai ndiwe mufudzi
[03:05.62] Achazonyaradza mumwe ndiani?
[03:07.62] Zvawati inini ndinoyema
[03:10.09] Achazotakura mumwe ndiani?
[03:12.49] Zvawati inini ndinoyema
[03:14.70] Achazonyaradza mumwe ndiani?
[03:17.51] Zvawati inini ndinoyema
[03:19.67] Achazotakura mumwe ndiani?
[03:22.03] Zvawati inini ndinorema
[03:24.86] Achazonyaradza mumwe ndiani?
[03:27.12] Zvawati inini ndinoyema
[03:29.45] Achazotakura mumwe ndiani?
[03:32.05] Zvawati inini ndinoyema
[03:34.29] Achazonyaradza mumwe ndiani?
[03:36.88] Zvawati inini ndinoyema
[03:39.26] Achazotakura mumwe ndiani?
[03:41.57] Zvawati inini ndinorema
[03:44.76]
Ndiyani Lyrics
YouTube Results (More on YouTube)