[00:00.28] Mount Zion Music [00:02.91] Uuu uuu uuu [00:08.26] Uuu uuu uuu [00:11.55] Pese pandokuona nezvese zvandinofunga [00:16.36] Handisvike kana mangwana [00:18.82] Nezvese zvatakaronga [00:20.86] Achazonyaradza mumwe ndiani? [00:22.83] Zvawati inini ndinoyema [00:25.12] Achazotakura mumwe ndiani? [00:27.84] Zvawati inini ndinoyema [00:30.20] Achazonyaradza mumwe ndiani? [00:32.41] Zvawati inini ndinoyema [00:35.21] Achazotakura mumwe ndiani? [00:37.42] Zvawati inini ndinorema [00:40.03] Ndaingoda kuti tibude mugota [00:42.39] Tivake musha ndizvo zvandaishuva [00:44.68] Hakuna sango singamere mahuswa [00:47.27] Babe usanditi ndinonetsa [00:49.76] Ndaida kuonekera kuita mukwasha chaiye [00:52.61] Mukwasha akarongeka [00:54.64] Ini newe kuti tigare murudo [00:56.64] Handidi mudiwa wangu kuti tinetsane [00:59.26] Achazonyaradza mumwe ndiani? [01:01.79] Zvawati inini ndinoyema [01:03.98] Achazotakura mumwe ndiani? [01:06.41] Zvawati inini ndinoyema [01:08.90] Achazonyaradza mumwe ndiani? [01:11.67] Zvawati inini ndinoyema [01:13.64] Achazotakura mumwe ndiani? [01:16.40] Zvawati inini ndinorema [01:19.39] Kana ndakapara mhaka [01:21.24] Mudiwa wangu ndiregerere [01:24.01] Ndinoda tiwirirane [01:26.36] Mudiwa wangu tisimbisane [01:28.59] Usanete kundipukupa misodzi [01:30.68] Nekuti iwewe ndiwe muridzi [01:33.70] Murudo tadzika midzi [01:35.75] Kana ndiri hwai ndiwe mufudzi [01:38.20] Achazonyaradza mumwe ndiani? [01:40.72] Zvawati inini ndinoyema [01:43.29] Achazotakura mumwe ndiani? [01:45.52] Zvawati inini ndinorema [01:47.82] Achazonyaradza mumwe ndiani? [01:50.21] Zvawati inini ndinoyema [01:52.83] Achazotakura mumwe ndiani? [01:55.15] Zvawati inini ndinorema [01:58.20] Pese pandokuona nezvese zvandinofunga [02:02.83] Handisvike kana mangwana [02:05.42] Nezvese zvatakaronga [02:07.35] Ndaingoda kuti tibude mugota [02:09.53] Tivake musha ndizvo zvandaishuva [02:11.97] Hakuna sango singamere mahuswa [02:14.20] Babe usanditi ndinonetsa [02:16.90] Ndaida kuonekera kuita mukwasha chaiye [02:20.05] Mukwasha akarongeka [02:21.79] Ini newe kuti tigare murudo [02:24.10] Handidi mudiwa wangu kuti tinetsane [02:26.36] Achazonyaradza mumwe ndiani? [02:28.85] Zvawati inini ndinoyema [02:31.45] Achazotakura mumwe ndiani? [02:33.94] Zvawati inini ndinoyema [02:36.25] Achazonyaradza mumwe ndiani? [02:38.88] Zvawati inini ndinoyema [02:40.94] Achazotakura mumwe ndiani? [02:43.31] Zvawati inini ndinorema [02:46.27] Kana ndakapara mhaka [02:48.92] Mudiwa wangu ndiregerere [02:51.53] Ndinoda tiwirirane [02:53.64] Mudiwa wangu tisimbisane [02:55.97] Usanete kundipukupa misodzi [02:57.97] Nekuti iwewe ndiwe muridzi [03:01.09] Murudo tadzika midzi [03:02.79] Kana ndiri hwai ndiwe mufudzi [03:05.62] Achazonyaradza mumwe ndiani? [03:07.62] Zvawati inini ndinoyema [03:10.09] Achazotakura mumwe ndiani? [03:12.49] Zvawati inini ndinoyema [03:14.70] Achazonyaradza mumwe ndiani? [03:17.51] Zvawati inini ndinoyema [03:19.67] Achazotakura mumwe ndiani? [03:22.03] Zvawati inini ndinorema [03:24.86] Achazonyaradza mumwe ndiani? [03:27.12] Zvawati inini ndinoyema [03:29.45] Achazotakura mumwe ndiani? [03:32.05] Zvawati inini ndinoyema [03:34.29] Achazonyaradza mumwe ndiani? [03:36.88] Zvawati inini ndinoyema [03:39.26] Achazotakura mumwe ndiani? [03:41.57] Zvawati inini ndinorema [03:44.76]