Mount Zion Music Uuu uuu uuu Uuu uuu uuu Pese pandokuona nezvese zvandinofunga Handisvike kana mangwana Nezvese zvatakaronga Achazonyaradza mumwe ndiani? Zvawati inini ndinoyema Achazotakura mumwe ndiani? Zvawati inini ndinoyema Achazonyaradza mumwe ndiani? Zvawati inini ndinoyema Achazotakura mumwe ndiani? Zvawati inini ndinorema Ndaingoda kuti tibude mugota Tivake musha ndizvo zvandaishuva Hakuna sango singamere mahuswa Babe usanditi ndinonetsa Ndaida kuonekera kuita mukwasha chaiye Mukwasha akarongeka Ini newe kuti tigare murudo Handidi mudiwa wangu kuti tinetsane Achazonyaradza mumwe ndiani? Zvawati inini ndinoyema Achazotakura mumwe ndiani? Zvawati inini ndinoyema Achazonyaradza mumwe ndiani? Zvawati inini ndinoyema Achazotakura mumwe ndiani? Zvawati inini ndinorema Kana ndakapara mhaka Mudiwa wangu ndiregerere Ndinoda tiwirirane Mudiwa wangu tisimbisane Usanete kundipukupa misodzi Nekuti iwewe ndiwe muridzi Murudo tadzika midzi Kana ndiri hwai ndiwe mufudzi Achazonyaradza mumwe ndiani? Zvawati inini ndinoyema Achazotakura mumwe ndiani? Zvawati inini ndinorema Achazonyaradza mumwe ndiani? Zvawati inini ndinoyema Achazotakura mumwe ndiani? Zvawati inini ndinorema Pese pandokuona nezvese zvandinofunga Handisvike kana mangwana Nezvese zvatakaronga Ndaingoda kuti tibude mugota Tivake musha ndizvo zvandaishuva Hakuna sango singamere mahuswa Babe usanditi ndinonetsa Ndaida kuonekera kuita mukwasha chaiye Mukwasha akarongeka Ini newe kuti tigare murudo Handidi mudiwa wangu kuti tinetsane Achazonyaradza mumwe ndiani? Zvawati inini ndinoyema Achazotakura mumwe ndiani? Zvawati inini ndinoyema Achazonyaradza mumwe ndiani? Zvawati inini ndinoyema Achazotakura mumwe ndiani? Zvawati inini ndinorema Kana ndakapara mhaka Mudiwa wangu ndiregerere Ndinoda tiwirirane Mudiwa wangu tisimbisane Usanete kundipukupa misodzi Nekuti iwewe ndiwe muridzi Murudo tadzika midzi Kana ndiri hwai ndiwe mufudzi Achazonyaradza mumwe ndiani? Zvawati inini ndinoyema Achazotakura mumwe ndiani? Zvawati inini ndinoyema Achazonyaradza mumwe ndiani? Zvawati inini ndinoyema Achazotakura mumwe ndiani? Zvawati inini ndinorema Achazonyaradza mumwe ndiani? Zvawati inini ndinoyema Achazotakura mumwe ndiani? Zvawati inini ndinoyema Achazonyaradza mumwe ndiani? Zvawati inini ndinoyema Achazotakura mumwe ndiani? Zvawati inini ndinorema