Makomborero

Makomborero Lyrics

Song Makomborero
Artist Killer T
Album Gheto Rinenharo Singles Collection
Download Image LRC TXT
[00:00.75] (Simplex Music) hoye, woye, woye (ahh, ahh)
[00:05.74] Mukuru, mukuru (mukuru, mukuru)
[00:08.20] Vanozofamba nani kana mavasiya variwo vega?
[00:12.56] Vana vanongochema kana mavasiya varivegawo
[00:16.67] Makomborero enyu ndiwo atinokumbira Baba
[00:20.91] Makomborero enyu ndiwo atinokumbira Baba
[00:24.58] Kuti mutionewo
[00:26.45] Kuti mutionewo
[00:28.41] Kuti mutionewo
[00:30.63] Kuti mutionewo
[00:33.11] Ziso renyu Mambo ndiro ratinokumbira
[00:36.98] Kuti ndichazovei Mambo kana manditarira
[00:41.09] Ndiri kugugudzawo Mambo, musiwo wakavhurika
[00:44.99] Muzondikwazisawo Mambo, kana makudarika
[00:50.29] Makomborero enyu ndiwo atinokumbira Baba
[00:54.02] Makomborero enyu ndiwo atinokumbira Baba
[00:57.93] Kuti mutionewo
[00:59.98] Kuti mutionewo
[01:02.15] Kuti mutionewo
[01:04.24] Kuti mutionewo
[01:05.60] Hapana pamuchandisiya, Jehovah ndimi mune simba
[01:10.19] Nekuti kunamata ibasa, rinotoda vakashinga
[01:14.23] Vanoda here corona, corona iya yatosvika
[01:18.58] Nekuti kurarama inyasha, denga ndorine simba
[01:23.25] Makomborero enyu ndiwo atinokumbira Baba
[01:27.22] Makomborero enyu ndiwo atinokumbira Baba
[01:31.11] Kuti mutionewo
[01:33.22] Kuti mutionewo
[01:35.29] Kuti mutionewo
[01:37.37] Kuti mutionewo
[01:39.65] Ziso renyu Mambo ndiro ratinokumbira
[01:43.34] Kuti ndichazovei Mambo kana manditarira
[01:47.61] Ndiri kugugudzawo Mambo, musiwo wakavhurika
[01:52.05] Muzondikwazisawo Mambo, kana makudarika
[01:56.60] Makomborero enyu ndiwo atinokumbira Baba
[02:00.78] Makomborero enyu ndiwo atinokumbira Baba
[02:04.56] Kuti mutionewo
[02:06.78] Kuti mutionewo
[02:08.64] Kuti mutionewo
[02:10.99] Kuti mutionewo
[02:12.92] Hapana pamuchandisiya, Jehovah ndimi mune simba
[02:16.85] Nekuti kunamata ibasa, rinotoda vakashinga
[02:21.26] Vanoda here corona, corona iya yatosvika
[02:25.51] Nekuti kurarama inyasha, denga ndorine simba
[02:30.25] Makomborero enyu ndiwo atinokumbira Baba
[02:34.15] Makomborero enyu ndiwo atinokumbira Baba
[02:38.03] Kuti mutionewo
[02:39.88] Kuti mutionewo
[02:42.15] Kuti mutionewo
[02:44.19] Kuti mutionewo
[02:46.62] Makomborero enyu ndiwo atinokumbira Baba
[02:51.04] Makomborero enyu ndiwo atinokumbira Baba
[02:54.48] Kuti mutionewo
[02:56.75] Kuti mutionewo
[02:58.63] Kuti mutionewo
[03:01.03] Kuti mutionewo
[03:02.88]
Makomborero Lyrics
YouTube Results (More on YouTube)