[00:00.75] (Simplex Music) hoye, woye, woye (ahh, ahh) [00:05.74] Mukuru, mukuru (mukuru, mukuru) [00:08.20] Vanozofamba nani kana mavasiya variwo vega? [00:12.56] Vana vanongochema kana mavasiya varivegawo [00:16.67] Makomborero enyu ndiwo atinokumbira Baba [00:20.91] Makomborero enyu ndiwo atinokumbira Baba [00:24.58] Kuti mutionewo [00:26.45] Kuti mutionewo [00:28.41] Kuti mutionewo [00:30.63] Kuti mutionewo [00:33.11] Ziso renyu Mambo ndiro ratinokumbira [00:36.98] Kuti ndichazovei Mambo kana manditarira [00:41.09] Ndiri kugugudzawo Mambo, musiwo wakavhurika [00:44.99] Muzondikwazisawo Mambo, kana makudarika [00:50.29] Makomborero enyu ndiwo atinokumbira Baba [00:54.02] Makomborero enyu ndiwo atinokumbira Baba [00:57.93] Kuti mutionewo [00:59.98] Kuti mutionewo [01:02.15] Kuti mutionewo [01:04.24] Kuti mutionewo [01:05.60] Hapana pamuchandisiya, Jehovah ndimi mune simba [01:10.19] Nekuti kunamata ibasa, rinotoda vakashinga [01:14.23] Vanoda here corona, corona iya yatosvika [01:18.58] Nekuti kurarama inyasha, denga ndorine simba [01:23.25] Makomborero enyu ndiwo atinokumbira Baba [01:27.22] Makomborero enyu ndiwo atinokumbira Baba [01:31.11] Kuti mutionewo [01:33.22] Kuti mutionewo [01:35.29] Kuti mutionewo [01:37.37] Kuti mutionewo [01:39.65] Ziso renyu Mambo ndiro ratinokumbira [01:43.34] Kuti ndichazovei Mambo kana manditarira [01:47.61] Ndiri kugugudzawo Mambo, musiwo wakavhurika [01:52.05] Muzondikwazisawo Mambo, kana makudarika [01:56.60] Makomborero enyu ndiwo atinokumbira Baba [02:00.78] Makomborero enyu ndiwo atinokumbira Baba [02:04.56] Kuti mutionewo [02:06.78] Kuti mutionewo [02:08.64] Kuti mutionewo [02:10.99] Kuti mutionewo [02:12.92] Hapana pamuchandisiya, Jehovah ndimi mune simba [02:16.85] Nekuti kunamata ibasa, rinotoda vakashinga [02:21.26] Vanoda here corona, corona iya yatosvika [02:25.51] Nekuti kurarama inyasha, denga ndorine simba [02:30.25] Makomborero enyu ndiwo atinokumbira Baba [02:34.15] Makomborero enyu ndiwo atinokumbira Baba [02:38.03] Kuti mutionewo [02:39.88] Kuti mutionewo [02:42.15] Kuti mutionewo [02:44.19] Kuti mutionewo [02:46.62] Makomborero enyu ndiwo atinokumbira Baba [02:51.04] Makomborero enyu ndiwo atinokumbira Baba [02:54.48] Kuti mutionewo [02:56.75] Kuti mutionewo [02:58.63] Kuti mutionewo [03:01.03] Kuti mutionewo [03:02.88]