(Simplex Music) hoye, woye, woye (ahh, ahh) Mukuru, mukuru (mukuru, mukuru) Vanozofamba nani kana mavasiya variwo vega? Vana vanongochema kana mavasiya varivegawo Makomborero enyu ndiwo atinokumbira Baba Makomborero enyu ndiwo atinokumbira Baba Kuti mutionewo Kuti mutionewo Kuti mutionewo Kuti mutionewo Ziso renyu Mambo ndiro ratinokumbira Kuti ndichazovei Mambo kana manditarira Ndiri kugugudzawo Mambo, musiwo wakavhurika Muzondikwazisawo Mambo, kana makudarika Makomborero enyu ndiwo atinokumbira Baba Makomborero enyu ndiwo atinokumbira Baba Kuti mutionewo Kuti mutionewo Kuti mutionewo Kuti mutionewo Hapana pamuchandisiya, Jehovah ndimi mune simba Nekuti kunamata ibasa, rinotoda vakashinga Vanoda here corona, corona iya yatosvika Nekuti kurarama inyasha, denga ndorine simba Makomborero enyu ndiwo atinokumbira Baba Makomborero enyu ndiwo atinokumbira Baba Kuti mutionewo Kuti mutionewo Kuti mutionewo Kuti mutionewo Ziso renyu Mambo ndiro ratinokumbira Kuti ndichazovei Mambo kana manditarira Ndiri kugugudzawo Mambo, musiwo wakavhurika Muzondikwazisawo Mambo, kana makudarika Makomborero enyu ndiwo atinokumbira Baba Makomborero enyu ndiwo atinokumbira Baba Kuti mutionewo Kuti mutionewo Kuti mutionewo Kuti mutionewo Hapana pamuchandisiya, Jehovah ndimi mune simba Nekuti kunamata ibasa, rinotoda vakashinga Vanoda here corona, corona iya yatosvika Nekuti kurarama inyasha, denga ndorine simba Makomborero enyu ndiwo atinokumbira Baba Makomborero enyu ndiwo atinokumbira Baba Kuti mutionewo Kuti mutionewo Kuti mutionewo Kuti mutionewo Makomborero enyu ndiwo atinokumbira Baba Makomborero enyu ndiwo atinokumbira Baba Kuti mutionewo Kuti mutionewo Kuti mutionewo Kuti mutionewo