Tidanane

Tidanane Lyrics

Song Tidanane
Artist Killer T
Album Gheto Rinenharo Singles Collection
Download Image LRC TXT
[00:00.13] Hot property
[00:02.17] Killer T
[00:04.77] Chairman
[00:07.25] Aya T
[00:09.47] Hot property
[00:10.66] Ndakanga ndakatotarisira
[00:13.85] Saka ndaiteya mariva
[00:15.66] Nyaya yerudo yazonditambisa tsiva
[00:18.82] Saka bhera riya rarira
[00:20.39] Babe, uh
[00:23.33] Babe wangu, ah
[00:25.45] Babe wangu ndinokuda
[00:28.14] Ndoda kuti tidanane
[00:30.88] Babe, uh
[00:33.83] Babe wangu, ah
[00:35.93] Babe wangu ndinokuda
[00:38.54] Ndoda kuti tidanane
[00:41.20] Iye, ndiye akati ndiye anerudo
[00:43.98] Runonditonhodza mufungwa
[00:46.37] Iye, akati nyangwe kose toenda
[00:49.32] Kunyangwe kuAmerica
[00:51.73] Iye, hanzi unenge uchindinyepera, paya
[00:55.22] Nyaya dzose dzaunondiudza paya
[00:57.91] Babe, ini ndombokugaya
[01:00.49] Ndinoda tichengetane
[01:01.91] Babe, uh
[01:05.13] Babe wangu, ah
[01:07.08] Babe wangu ndinokuda
[01:10.05] Ndoda kuti tidanane
[01:12.32] Babe, uh
[01:15.62] Babe wangu, ah
[01:17.68] Babe wangu ndinokuda
[01:20.39] Ndoda kuti tidanane
[01:22.60] Ndohwana newe
[01:23.43] Mwanasikana ndati iwe wakaipa
[01:26.06] Babe, ukangondida ndichakuda zvakaipa
[01:28.46] Oh, moyo wangu unokuda zvakaipa
[01:31.39] Ndinoda kuva newe handidi kukutambisa
[01:34.72] Ndinoda kuti titaurirane
[01:36.88] Usandi cheater, usandipushe
[01:40.08] Hakuna chinhu chinodarika rudo
[01:42.16] Ndinoda timbovashamisa
[01:43.83] Babe, uh
[01:47.03] Babe wangu, ah
[01:48.84] Babe wangu ndinokuda
[01:51.57] Ndoda kuti tidanane
[01:54.25] Babe, uh
[01:57.49] Babe wangu, ah
[01:59.38] Babe wangu ndinokuda
[02:01.93] Ndoda kuti tidanane
[02:04.56] Iye, ndiye akati ndiye anerudo
[02:07.40] Runonditonhodza mufungwa
[02:09.87] Iye, akati nyangwe kose toenda
[02:13.08] Kunyangwe kuAmerica
[02:14.81] Iye, ndakanga ndakatotarisira
[02:18.77] Saka ndaiteya mariva
[02:20.80] Nyaya yerudo yazonditambisa tsiva
[02:24.15] Saka bhera riya rarira
[02:25.54] Babe, uh
[02:28.75] Babe wangu, ah
[02:30.67] Babe wangu ndinokuda
[02:33.27] Ndoda kuti tidanane
[02:35.84] Babe, uh
[02:39.17] Babe wangu, ah
[02:41.18] Babe wangu ndinokuda
[02:43.88] Ndoda kuti tidanane
[02:47.73] Uh
[02:49.53] Babe wangu, ah
[02:52.98] Ndinokuda
[02:54.16] Ndoda kuti tidanane
[02:56.32]
Tidanane Lyrics
YouTube Results (More on YouTube)