[00:00.13] Hot property [00:02.17] Killer T [00:04.77] Chairman [00:07.25] Aya T [00:09.47] Hot property [00:10.66] Ndakanga ndakatotarisira [00:13.85] Saka ndaiteya mariva [00:15.66] Nyaya yerudo yazonditambisa tsiva [00:18.82] Saka bhera riya rarira [00:20.39] Babe, uh [00:23.33] Babe wangu, ah [00:25.45] Babe wangu ndinokuda [00:28.14] Ndoda kuti tidanane [00:30.88] Babe, uh [00:33.83] Babe wangu, ah [00:35.93] Babe wangu ndinokuda [00:38.54] Ndoda kuti tidanane [00:41.20] Iye, ndiye akati ndiye anerudo [00:43.98] Runonditonhodza mufungwa [00:46.37] Iye, akati nyangwe kose toenda [00:49.32] Kunyangwe kuAmerica [00:51.73] Iye, hanzi unenge uchindinyepera, paya [00:55.22] Nyaya dzose dzaunondiudza paya [00:57.91] Babe, ini ndombokugaya [01:00.49] Ndinoda tichengetane [01:01.91] Babe, uh [01:05.13] Babe wangu, ah [01:07.08] Babe wangu ndinokuda [01:10.05] Ndoda kuti tidanane [01:12.32] Babe, uh [01:15.62] Babe wangu, ah [01:17.68] Babe wangu ndinokuda [01:20.39] Ndoda kuti tidanane [01:22.60] Ndohwana newe [01:23.43] Mwanasikana ndati iwe wakaipa [01:26.06] Babe, ukangondida ndichakuda zvakaipa [01:28.46] Oh, moyo wangu unokuda zvakaipa [01:31.39] Ndinoda kuva newe handidi kukutambisa [01:34.72] Ndinoda kuti titaurirane [01:36.88] Usandi cheater, usandipushe [01:40.08] Hakuna chinhu chinodarika rudo [01:42.16] Ndinoda timbovashamisa [01:43.83] Babe, uh [01:47.03] Babe wangu, ah [01:48.84] Babe wangu ndinokuda [01:51.57] Ndoda kuti tidanane [01:54.25] Babe, uh [01:57.49] Babe wangu, ah [01:59.38] Babe wangu ndinokuda [02:01.93] Ndoda kuti tidanane [02:04.56] Iye, ndiye akati ndiye anerudo [02:07.40] Runonditonhodza mufungwa [02:09.87] Iye, akati nyangwe kose toenda [02:13.08] Kunyangwe kuAmerica [02:14.81] Iye, ndakanga ndakatotarisira [02:18.77] Saka ndaiteya mariva [02:20.80] Nyaya yerudo yazonditambisa tsiva [02:24.15] Saka bhera riya rarira [02:25.54] Babe, uh [02:28.75] Babe wangu, ah [02:30.67] Babe wangu ndinokuda [02:33.27] Ndoda kuti tidanane [02:35.84] Babe, uh [02:39.17] Babe wangu, ah [02:41.18] Babe wangu ndinokuda [02:43.88] Ndoda kuti tidanane [02:47.73] Uh [02:49.53] Babe wangu, ah [02:52.98] Ndinokuda [02:54.16] Ndoda kuti tidanane [02:56.32]