Hot property Killer T Chairman Aya T Hot property Ndakanga ndakatotarisira Saka ndaiteya mariva Nyaya yerudo yazonditambisa tsiva Saka bhera riya rarira Babe, uh Babe wangu, ah Babe wangu ndinokuda Ndoda kuti tidanane Babe, uh Babe wangu, ah Babe wangu ndinokuda Ndoda kuti tidanane Iye, ndiye akati ndiye anerudo Runonditonhodza mufungwa Iye, akati nyangwe kose toenda Kunyangwe kuAmerica Iye, hanzi unenge uchindinyepera, paya Nyaya dzose dzaunondiudza paya Babe, ini ndombokugaya Ndinoda tichengetane Babe, uh Babe wangu, ah Babe wangu ndinokuda Ndoda kuti tidanane Babe, uh Babe wangu, ah Babe wangu ndinokuda Ndoda kuti tidanane Ndohwana newe Mwanasikana ndati iwe wakaipa Babe, ukangondida ndichakuda zvakaipa Oh, moyo wangu unokuda zvakaipa Ndinoda kuva newe handidi kukutambisa Ndinoda kuti titaurirane Usandi cheater, usandipushe Hakuna chinhu chinodarika rudo Ndinoda timbovashamisa Babe, uh Babe wangu, ah Babe wangu ndinokuda Ndoda kuti tidanane Babe, uh Babe wangu, ah Babe wangu ndinokuda Ndoda kuti tidanane Iye, ndiye akati ndiye anerudo Runonditonhodza mufungwa Iye, akati nyangwe kose toenda Kunyangwe kuAmerica Iye, ndakanga ndakatotarisira Saka ndaiteya mariva Nyaya yerudo yazonditambisa tsiva Saka bhera riya rarira Babe, uh Babe wangu, ah Babe wangu ndinokuda Ndoda kuti tidanane Babe, uh Babe wangu, ah Babe wangu ndinokuda Ndoda kuti tidanane Uh Babe wangu, ah Ndinokuda Ndoda kuti tidanane