| [00:00.39] |
Killer T (muna Webho here?)(ndiMago)(muri kutsvaga Webho? pindai) |
| [00:10.85] |
Hauwuye kuzotsvagwa tichishaya phone(muno), imi vakomana pindai tione |
| [00:15.32] |
Chimbomirai mumbovhetwa tione, muzonyatsofamba pindai tione |
| [00:20.02] |
Vakomana ndabirwa phone, yangonyangadika handichaioni |
| [00:24.54] |
Chimbomirai kumbobuda tione, timbonyatsovheta, mirai tione |
| [00:28.38] |
Vakomana ndabirwa phone, yangonyangadika handichaioni |
| [00:33.54] |
Chimbomirai kumbobuda tione, timbonyatsovheta, mirai tione |
| [00:37.58] |
Saka manje nhasi hapana akuenda ku toyazi, ndirikumbofunga kukuitai rukasi |
| [00:42.44] |
Bhonjazi chitombofonera Jikas, munomu munozobuda chimonazi |
| [00:46.64] |
Simukai mese, nhasi tovagwinisa muviri wese |
| [00:50.79] |
Nhasi tovabvisa kana hembe dzese hapana patikusiya tikutsvaga pese |
| [00:54.79] |
Nekuti inini, vakomana ndabirwa phone yangonyangadika handichaione |
| [00:59.95] |
Chimbomirai kumbobuda tione, timbobatso vheta, mirai tione |
| [01:04.54] |
Vakomana ndabirwa phone yangonyangadika handichaione |
| [01:09.22] |
Chimbomirai kumbobuda tione, timbobatso vheta, mirai tione |
| [01:12.93] |
Ndambozama kuifona inenge yadzimwa, secha mundwindwi inenge yatinywa |
| [01:17.96] |
Ndavana Horror vane face ye bhinya kunyanya vanaDombo ndidzo dzimwe nyany'a |
| [01:22.25] |
Yaiswa mudumbu, anenge aimedza irimo mudumbu |
| [01:25.95] |
Manje nhasi tinobudira kugomo ombonorohwa x-ray irimo mudumbu |
| [01:30.40] |
Ndangoti inini, vakomana ndabirwa phone yangonyangadika handichaione |
| [01:35.56] |
Chimbomirai kumbobuda tione, timbonyatso vheta, mirai tione |
| [01:40.10] |
Vakomana ndabirwa phone yangonyangadika handichaione |
| [01:44.49] |
Chimbomirai kumbobuda tione, timbonyatso vheta, mirai tione |
| [01:48.26] |
Kanga kari kambudzi, apa kari goat |
| [01:50.58] |
Ndakambokatsarwa pa airport, nemumwe mupfanha anga aine short |
| [01:55.07] |
Ndakazomunwisa chigubu cheweti |
| [01:56.52] |
Saka manje nhasi hapana anobuda muno |
| [01:59.22] |
Nyangwe aine mudumbu anoitira muno |
| [02:01.97] |
Aiyehwa ndazokawona kuno, kadonhera musofa randakagarira kuno |
| [02:05.86] |
Ndangoti inini (hahahaha) |
| [02:08.74] |
Vakomana ndabirwa phone yangonyangadika handichaione |
| [02:13.76] |
Chimbomirai kumbobuda tione timbonyatsovheta, mirai tione |
| [02:18.01] |
Vakomana ndabirwa phone, ndabirwa phone |
| [02:22.27] |
Chimbomirai kumbobuda tione timbonyatsovheta, mirai tione |
| [02:26.49] |
Hot property music |
| [02:27.36] |
|