Killer T (muna Webho here?)(ndiMago)(muri kutsvaga Webho? pindai) Hauwuye kuzotsvagwa tichishaya phone(muno), imi vakomana pindai tione Chimbomirai mumbovhetwa tione, muzonyatsofamba pindai tione Vakomana ndabirwa phone, yangonyangadika handichaioni Chimbomirai kumbobuda tione, timbonyatsovheta, mirai tione Vakomana ndabirwa phone, yangonyangadika handichaioni Chimbomirai kumbobuda tione, timbonyatsovheta, mirai tione Saka manje nhasi hapana akuenda ku toyazi, ndirikumbofunga kukuitai rukasi Bhonjazi chitombofonera Jikas, munomu munozobuda chimonazi Simukai mese, nhasi tovagwinisa muviri wese Nhasi tovabvisa kana hembe dzese hapana patikusiya tikutsvaga pese Nekuti inini, vakomana ndabirwa phone yangonyangadika handichaione Chimbomirai kumbobuda tione, timbobatso vheta, mirai tione Vakomana ndabirwa phone yangonyangadika handichaione Chimbomirai kumbobuda tione, timbobatso vheta, mirai tione Ndambozama kuifona inenge yadzimwa, secha mundwindwi inenge yatinywa Ndavana Horror vane face ye bhinya kunyanya vanaDombo ndidzo dzimwe nyany'a Yaiswa mudumbu, anenge aimedza irimo mudumbu Manje nhasi tinobudira kugomo ombonorohwa x-ray irimo mudumbu Ndangoti inini, vakomana ndabirwa phone yangonyangadika handichaione Chimbomirai kumbobuda tione, timbonyatso vheta, mirai tione Vakomana ndabirwa phone yangonyangadika handichaione Chimbomirai kumbobuda tione, timbonyatso vheta, mirai tione Kanga kari kambudzi, apa kari goat Ndakambokatsarwa pa airport, nemumwe mupfanha anga aine short Ndakazomunwisa chigubu cheweti Saka manje nhasi hapana anobuda muno Nyangwe aine mudumbu anoitira muno Aiyehwa ndazokawona kuno, kadonhera musofa randakagarira kuno Ndangoti inini (hahahaha) Vakomana ndabirwa phone yangonyangadika handichaione Chimbomirai kumbobuda tione timbonyatsovheta, mirai tione Vakomana ndabirwa phone, ndabirwa phone Chimbomirai kumbobuda tione timbonyatsovheta, mirai tione Hot property music