[00:00.39] Killer T (muna Webho here?)(ndiMago)(muri kutsvaga Webho? pindai) [00:10.85] Hauwuye kuzotsvagwa tichishaya phone(muno), imi vakomana pindai tione [00:15.32] Chimbomirai mumbovhetwa tione, muzonyatsofamba pindai tione [00:20.02] Vakomana ndabirwa phone, yangonyangadika handichaioni [00:24.54] Chimbomirai kumbobuda tione, timbonyatsovheta, mirai tione [00:28.38] Vakomana ndabirwa phone, yangonyangadika handichaioni [00:33.54] Chimbomirai kumbobuda tione, timbonyatsovheta, mirai tione [00:37.58] Saka manje nhasi hapana akuenda ku toyazi, ndirikumbofunga kukuitai rukasi [00:42.44] Bhonjazi chitombofonera Jikas, munomu munozobuda chimonazi [00:46.64] Simukai mese, nhasi tovagwinisa muviri wese [00:50.79] Nhasi tovabvisa kana hembe dzese hapana patikusiya tikutsvaga pese [00:54.79] Nekuti inini, vakomana ndabirwa phone yangonyangadika handichaione [00:59.95] Chimbomirai kumbobuda tione, timbobatso vheta, mirai tione [01:04.54] Vakomana ndabirwa phone yangonyangadika handichaione [01:09.22] Chimbomirai kumbobuda tione, timbobatso vheta, mirai tione [01:12.93] Ndambozama kuifona inenge yadzimwa, secha mundwindwi inenge yatinywa [01:17.96] Ndavana Horror vane face ye bhinya kunyanya vanaDombo ndidzo dzimwe nyany'a [01:22.25] Yaiswa mudumbu, anenge aimedza irimo mudumbu [01:25.95] Manje nhasi tinobudira kugomo ombonorohwa x-ray irimo mudumbu [01:30.40] Ndangoti inini, vakomana ndabirwa phone yangonyangadika handichaione [01:35.56] Chimbomirai kumbobuda tione, timbonyatso vheta, mirai tione [01:40.10] Vakomana ndabirwa phone yangonyangadika handichaione [01:44.49] Chimbomirai kumbobuda tione, timbonyatso vheta, mirai tione [01:48.26] Kanga kari kambudzi, apa kari goat [01:50.58] Ndakambokatsarwa pa airport, nemumwe mupfanha anga aine short [01:55.07] Ndakazomunwisa chigubu cheweti [01:56.52] Saka manje nhasi hapana anobuda muno [01:59.22] Nyangwe aine mudumbu anoitira muno [02:01.97] Aiyehwa ndazokawona kuno, kadonhera musofa randakagarira kuno [02:05.86] Ndangoti inini (hahahaha) [02:08.74] Vakomana ndabirwa phone yangonyangadika handichaione [02:13.76] Chimbomirai kumbobuda tione timbonyatsovheta, mirai tione [02:18.01] Vakomana ndabirwa phone, ndabirwa phone [02:22.27] Chimbomirai kumbobuda tione timbonyatsovheta, mirai tione [02:26.49] Hot property music [02:27.36]