| [00:01.28] |
Mukuru mukuru |
| [00:02.84] |
Killer T (mukuru mukuru,mukuru, mukuru) |
| [00:05.84] |
Yoh Ayati, Hot Property |
| [00:08.79] |
Ndi-Chiarman |
| [00:10.69] |
Ndoda kumhanya ma-riddim kunge ndiri shumba |
| [00:13.05] |
Kumhanya ma-riddim kuita gumba kumba |
| [00:15.84] |
Kuvatyisa kuita fanika shumba |
| [00:19.01] |
Saka vanoda kuyenda vese huya tiende |
| [00:22.33] |
Idzi ngoma dzaita ndipenge |
| [00:24.36] |
Hunza chamba kunonditenge |
| [00:26.15] |
Tidzinge mhepo kuti mberi tiende |
| [00:28.55] |
Vanegodo saka siya vaende |
| [00:31.40] |
Ndikajamuka havanditange |
| [00:33.66] |
Manje pane mvenge, mvenge |
| [00:35.01] |
Kungodambura mangoma mberi tiende |
| [00:37.49] |
Pava kudiwa ngoma, kwete ngoma juti |
| [00:40.26] |
Mangoma ngoma ndibe hobho mubhuti |
| [00:42.18] |
Cross fire chimbobatidza pfuti |
| [00:44.07] |
Timbobuditsa ma-Swagga nepfuti mubhuti |
| [00:46.32] |
Uchavaona vakuuya neporisi |
| [00:48.92] |
Nezuro takavadyisa machisi |
| [00:51.27] |
Bvunza Kinnah kana manager wa-Reece |
| [00:53.16] |
Vaivepo vachirogwa ma-tricks |
| [00:54.74] |
Saka vanoda kuyenda vese huya tiende |
| [00:58.06] |
Idzi ngoma dzaita ndipenge |
| [01:00.21] |
Hunza chamba kunonditenge |
| [01:01.86] |
Tidzinge nhepo kuti mberi tiende |
| [01:04.08] |
Vanegodo saka siya vaende |
| [01:06.96] |
Ndikajamuka havanditange |
| [01:08.95] |
Manje pane mvenge, mvenge |
| [01:10.63] |
Kungodambura mangoma mberi tiende |
| [01:13.44] |
Vaudze kuti ndine hobho mapatani |
| [01:15.50] |
Zvimangoma ndine hobho mapatoni |
| [01:17.68] |
Vaudze kuti titori ndurani zvitokutoti masoja anenge arinani |
| [01:22.24] |
Manje vamwe vari ku-doubter |
| [01:24.59] |
Vaudze kuti chero zvazvaita |
| [01:26.73] |
Manje inini ndiri kupisa pisa |
| [01:28.58] |
Ndikurova zigomboza kuita fanika cheetah |
| [01:30.21] |
Saka vanoda kuyenda vese huya tiende |
| [01:33.66] |
Idzi ngoma dzaita ndipenge |
| [01:35.85] |
Hunza chamba kunonditenge |
| [01:37.46] |
Tidzinge nhepo kuti mberi tiende |
| [01:39.42] |
Vanegodo saka siya vaende |
| [01:42.35] |
Ndikajamuka havanditange |
| [01:44.53] |
Manje pane mvenge, mvenge |
| [01:46.22] |
Kungodambura mangoma mberi tiende |
| [01:48.44] |
Pava kudiwa ngoma, kwete ngoma juti |
| [01:51.30] |
Mangoma ngoma ndibe hobho mubhuti |
| [01:53.50] |
Cross fire chimbobatidza pfuti |
| [01:55.41] |
Timbobuditsa ma-Swagga nepfuti mubhuti |
| [01:58.12] |
Uchavaona vakuuya neporisi |
| [02:00.23] |
Nezuro taka vadyisa machisi |
| [02:02.59] |
Bvunza Kinnah kana manager wa-Reece |
| [02:04.28] |
Vaivepo vachirogwa ma-tricks |
| [02:05.77] |
Saka vanoda kuyenda vese huya tiende |
| [02:09.15] |
Idzi ngoma dzaita ndipenge |
| [02:10.91] |
Hunza chamba kunonditenge |
| [02:12.83] |
Tidzinge nhepo kuti mberi tiende |
| [02:14.94] |
Vanegodo saka siya vaende |
| [02:18.06] |
Ndikajamuka havanditange |
| [02:20.20] |
Manje pane mvenge, mvenge |
| [02:21.98] |
Kungodambura mangoma mberi tiende |
| [02:23.80] |
|