[00:01.28] Mukuru mukuru [00:02.84] Killer T (mukuru mukuru,mukuru, mukuru) [00:05.84] Yoh Ayati, Hot Property [00:08.79] Ndi-Chiarman [00:10.69] Ndoda kumhanya ma-riddim kunge ndiri shumba [00:13.05] Kumhanya ma-riddim kuita gumba kumba [00:15.84] Kuvatyisa kuita fanika shumba [00:19.01] Saka vanoda kuyenda vese huya tiende [00:22.33] Idzi ngoma dzaita ndipenge [00:24.36] Hunza chamba kunonditenge [00:26.15] Tidzinge mhepo kuti mberi tiende [00:28.55] Vanegodo saka siya vaende [00:31.40] Ndikajamuka havanditange [00:33.66] Manje pane mvenge, mvenge [00:35.01] Kungodambura mangoma mberi tiende [00:37.49] Pava kudiwa ngoma, kwete ngoma juti [00:40.26] Mangoma ngoma ndibe hobho mubhuti [00:42.18] Cross fire chimbobatidza pfuti [00:44.07] Timbobuditsa ma-Swagga nepfuti mubhuti [00:46.32] Uchavaona vakuuya neporisi [00:48.92] Nezuro takavadyisa machisi [00:51.27] Bvunza Kinnah kana manager wa-Reece [00:53.16] Vaivepo vachirogwa ma-tricks [00:54.74] Saka vanoda kuyenda vese huya tiende [00:58.06] Idzi ngoma dzaita ndipenge [01:00.21] Hunza chamba kunonditenge [01:01.86] Tidzinge nhepo kuti mberi tiende [01:04.08] Vanegodo saka siya vaende [01:06.96] Ndikajamuka havanditange [01:08.95] Manje pane mvenge, mvenge [01:10.63] Kungodambura mangoma mberi tiende [01:13.44] Vaudze kuti ndine hobho mapatani [01:15.50] Zvimangoma ndine hobho mapatoni [01:17.68] Vaudze kuti titori ndurani zvitokutoti masoja anenge arinani [01:22.24] Manje vamwe vari ku-doubter [01:24.59] Vaudze kuti chero zvazvaita [01:26.73] Manje inini ndiri kupisa pisa [01:28.58] Ndikurova zigomboza kuita fanika cheetah [01:30.21] Saka vanoda kuyenda vese huya tiende [01:33.66] Idzi ngoma dzaita ndipenge [01:35.85] Hunza chamba kunonditenge [01:37.46] Tidzinge nhepo kuti mberi tiende [01:39.42] Vanegodo saka siya vaende [01:42.35] Ndikajamuka havanditange [01:44.53] Manje pane mvenge, mvenge [01:46.22] Kungodambura mangoma mberi tiende [01:48.44] Pava kudiwa ngoma, kwete ngoma juti [01:51.30] Mangoma ngoma ndibe hobho mubhuti [01:53.50] Cross fire chimbobatidza pfuti [01:55.41] Timbobuditsa ma-Swagga nepfuti mubhuti [01:58.12] Uchavaona vakuuya neporisi [02:00.23] Nezuro taka vadyisa machisi [02:02.59] Bvunza Kinnah kana manager wa-Reece [02:04.28] Vaivepo vachirogwa ma-tricks [02:05.77] Saka vanoda kuyenda vese huya tiende [02:09.15] Idzi ngoma dzaita ndipenge [02:10.91] Hunza chamba kunonditenge [02:12.83] Tidzinge nhepo kuti mberi tiende [02:14.94] Vanegodo saka siya vaende [02:18.06] Ndikajamuka havanditange [02:20.20] Manje pane mvenge, mvenge [02:21.98] Kungodambura mangoma mberi tiende [02:23.80]