Mukuru mukuru Killer T (mukuru mukuru,mukuru, mukuru) Yoh Ayati, Hot Property Ndi-Chiarman Ndoda kumhanya ma-riddim kunge ndiri shumba Kumhanya ma-riddim kuita gumba kumba Kuvatyisa kuita fanika shumba Saka vanoda kuyenda vese huya tiende Idzi ngoma dzaita ndipenge Hunza chamba kunonditenge Tidzinge mhepo kuti mberi tiende Vanegodo saka siya vaende Ndikajamuka havanditange Manje pane mvenge, mvenge Kungodambura mangoma mberi tiende Pava kudiwa ngoma, kwete ngoma juti Mangoma ngoma ndibe hobho mubhuti Cross fire chimbobatidza pfuti Timbobuditsa ma-Swagga nepfuti mubhuti Uchavaona vakuuya neporisi Nezuro takavadyisa machisi Bvunza Kinnah kana manager wa-Reece Vaivepo vachirogwa ma-tricks Saka vanoda kuyenda vese huya tiende Idzi ngoma dzaita ndipenge Hunza chamba kunonditenge Tidzinge nhepo kuti mberi tiende Vanegodo saka siya vaende Ndikajamuka havanditange Manje pane mvenge, mvenge Kungodambura mangoma mberi tiende Vaudze kuti ndine hobho mapatani Zvimangoma ndine hobho mapatoni Vaudze kuti titori ndurani zvitokutoti masoja anenge arinani Manje vamwe vari ku-doubter Vaudze kuti chero zvazvaita Manje inini ndiri kupisa pisa Ndikurova zigomboza kuita fanika cheetah Saka vanoda kuyenda vese huya tiende Idzi ngoma dzaita ndipenge Hunza chamba kunonditenge Tidzinge nhepo kuti mberi tiende Vanegodo saka siya vaende Ndikajamuka havanditange Manje pane mvenge, mvenge Kungodambura mangoma mberi tiende Pava kudiwa ngoma, kwete ngoma juti Mangoma ngoma ndibe hobho mubhuti Cross fire chimbobatidza pfuti Timbobuditsa ma-Swagga nepfuti mubhuti Uchavaona vakuuya neporisi Nezuro taka vadyisa machisi Bvunza Kinnah kana manager wa-Reece Vaivepo vachirogwa ma-tricks Saka vanoda kuyenda vese huya tiende Idzi ngoma dzaita ndipenge Hunza chamba kunonditenge Tidzinge nhepo kuti mberi tiende Vanegodo saka siya vaende Ndikajamuka havanditange Manje pane mvenge, mvenge Kungodambura mangoma mberi tiende