Ndiyamurei

Ndiyamurei Lyrics

Song Ndiyamurei
Artist Killer T
Album Makanga Mandikanganwa (Singles Collection)
Download Image LRC TXT
[00:00.44] Simplex music
[00:01.90] Haha, hoho, simplex (hoho)
[00:05.80] Killer T (hoho)
[00:07.61] Anaya for, Chairman
[00:09.62] Hot property
[00:11.23] Nyaya yenyu ndainzwa
[00:13.09] Nyaya yenyu ndainzwa
[00:15.18] Nyaya yenyu ndainzwa
[00:17.47] (Hoye, woye, wo)
[00:18.95] Musha wose une zvawo
[00:20.70] Kana kwedu kune zvako
[00:22.73] Kana menyu mune zvamo
[00:25.44] Nyaya yekuenda zvamaire itai ndipindure
[00:29.76] Vakandibata vakandisunga itai mundinunure
[00:32.99] Vakangoti dai zvaigona
[00:35.88] Haiwa ndiyamureiwo ndinodzikama
[00:39.20] Kana zvichinge zvandigara ndinodzikama
[00:43.99] Haiwa ndiyamureiwo ndinodzikama wani
[00:47.26] Kana zvichinge zvandigara ndinodzikama
[00:49.94] Vanoda kuti ndifambe newe nyangwe nomurima
[00:54.09] Pamwana mwana mudiki diki imimi murorwei
[00:58.39] Ndakazochema ndikati vakoma itai mundione
[01:02.33] Ndomira papi pamunoona kuti mundione
[01:05.90] Aiwa itai ndipinde (nyarara ungandikunde) aiwa ini haundikunde
[01:09.86] Aiwa itai ndisunde (nyarara ungandikunde) aiwa ini havandigone
[01:13.69] (Itai ndipinde)
[01:14.57] Ndakatongozonyarara senge ndisingaone (senge ndisingaone)
[01:18.59] Zvikangopinda bopoto ini handizvigone
[01:21.75] Ndakangoti dai zvaigona
[01:24.70] Haiwa ndiyamureiwo ndinodzikama
[01:28.01] Kana zvichinge zvandigara ndinodzikama
[01:32.89] Haiwa ndiyamureiwo ndinodzikama wani
[01:36.31] Kana zvichinge zvandigara ndinodzikama
[01:39.42] Ikoko kutenderera tenderera mhai
[01:43.20] Zvikanzi hakuendewe kunenge kusina mhai (woyere)
[01:47.33] Zvikanzi mwana wamambo muranda kumwe mhai
[01:51.55] Zvikanzi kana masvika mekudzikama, maiwe
[01:55.50] Takazochema, takazochema
[01:59.72] Kana mukuru wandaive naye wakazodemba, maiwe ihondo
[02:04.52] Musha wose une zvawo
[02:06.55] Kana kwedu kune zvako
[02:08.52] Kana menyu mune zvamo
[02:10.67] Vakangoti dai zvaigona
[02:13.60] Haiwa ndiyamureiwo ndinodzikama
[02:16.99] Kana zvichinge zvandigara ndinodzikama
[02:21.85] Haiwa ndiyamureiwo ndinodzikama wani
[02:25.19] Kana zvichinge zvandigara ndinodzikama
[02:29.79] Haiwa ndiyamureiwo ndinodzikama wani
[02:33.25] Kana zvichinge zvandigara ndinodzikama
[02:38.04] Haiwa ndiyamureiwo ndinodzikama wani
[02:41.34] Kana zvichinge zvandigara ndinodzikama
[02:46.14] Haiwa ndiyamureiwo ndinodzikama wani
[02:49.64] Kana zvichinge zvandigara zvandigara amai
[02:52.88]
Ndiyamurei Lyrics
YouTube Results (More on YouTube)