[00:00.44] Simplex music [00:01.90] Haha, hoho, simplex (hoho) [00:05.80] Killer T (hoho) [00:07.61] Anaya for, Chairman [00:09.62] Hot property [00:11.23] Nyaya yenyu ndainzwa [00:13.09] Nyaya yenyu ndainzwa [00:15.18] Nyaya yenyu ndainzwa [00:17.47] (Hoye, woye, wo) [00:18.95] Musha wose une zvawo [00:20.70] Kana kwedu kune zvako [00:22.73] Kana menyu mune zvamo [00:25.44] Nyaya yekuenda zvamaire itai ndipindure [00:29.76] Vakandibata vakandisunga itai mundinunure [00:32.99] Vakangoti dai zvaigona [00:35.88] Haiwa ndiyamureiwo ndinodzikama [00:39.20] Kana zvichinge zvandigara ndinodzikama [00:43.99] Haiwa ndiyamureiwo ndinodzikama wani [00:47.26] Kana zvichinge zvandigara ndinodzikama [00:49.94] Vanoda kuti ndifambe newe nyangwe nomurima [00:54.09] Pamwana mwana mudiki diki imimi murorwei [00:58.39] Ndakazochema ndikati vakoma itai mundione [01:02.33] Ndomira papi pamunoona kuti mundione [01:05.90] Aiwa itai ndipinde (nyarara ungandikunde) aiwa ini haundikunde [01:09.86] Aiwa itai ndisunde (nyarara ungandikunde) aiwa ini havandigone [01:13.69] (Itai ndipinde) [01:14.57] Ndakatongozonyarara senge ndisingaone (senge ndisingaone) [01:18.59] Zvikangopinda bopoto ini handizvigone [01:21.75] Ndakangoti dai zvaigona [01:24.70] Haiwa ndiyamureiwo ndinodzikama [01:28.01] Kana zvichinge zvandigara ndinodzikama [01:32.89] Haiwa ndiyamureiwo ndinodzikama wani [01:36.31] Kana zvichinge zvandigara ndinodzikama [01:39.42] Ikoko kutenderera tenderera mhai [01:43.20] Zvikanzi hakuendewe kunenge kusina mhai (woyere) [01:47.33] Zvikanzi mwana wamambo muranda kumwe mhai [01:51.55] Zvikanzi kana masvika mekudzikama, maiwe [01:55.50] Takazochema, takazochema [01:59.72] Kana mukuru wandaive naye wakazodemba, maiwe ihondo [02:04.52] Musha wose une zvawo [02:06.55] Kana kwedu kune zvako [02:08.52] Kana menyu mune zvamo [02:10.67] Vakangoti dai zvaigona [02:13.60] Haiwa ndiyamureiwo ndinodzikama [02:16.99] Kana zvichinge zvandigara ndinodzikama [02:21.85] Haiwa ndiyamureiwo ndinodzikama wani [02:25.19] Kana zvichinge zvandigara ndinodzikama [02:29.79] Haiwa ndiyamureiwo ndinodzikama wani [02:33.25] Kana zvichinge zvandigara ndinodzikama [02:38.04] Haiwa ndiyamureiwo ndinodzikama wani [02:41.34] Kana zvichinge zvandigara ndinodzikama [02:46.14] Haiwa ndiyamureiwo ndinodzikama wani [02:49.64] Kana zvichinge zvandigara zvandigara amai [02:52.88]