Simplex music Haha, hoho, simplex (hoho) Killer T (hoho) Anaya for, Chairman Hot property Nyaya yenyu ndainzwa Nyaya yenyu ndainzwa Nyaya yenyu ndainzwa (Hoye, woye, wo) Musha wose une zvawo Kana kwedu kune zvako Kana menyu mune zvamo Nyaya yekuenda zvamaire itai ndipindure Vakandibata vakandisunga itai mundinunure Vakangoti dai zvaigona Haiwa ndiyamureiwo ndinodzikama Kana zvichinge zvandigara ndinodzikama Haiwa ndiyamureiwo ndinodzikama wani Kana zvichinge zvandigara ndinodzikama Vanoda kuti ndifambe newe nyangwe nomurima Pamwana mwana mudiki diki imimi murorwei Ndakazochema ndikati vakoma itai mundione Ndomira papi pamunoona kuti mundione Aiwa itai ndipinde (nyarara ungandikunde) aiwa ini haundikunde Aiwa itai ndisunde (nyarara ungandikunde) aiwa ini havandigone (Itai ndipinde) Ndakatongozonyarara senge ndisingaone (senge ndisingaone) Zvikangopinda bopoto ini handizvigone Ndakangoti dai zvaigona Haiwa ndiyamureiwo ndinodzikama Kana zvichinge zvandigara ndinodzikama Haiwa ndiyamureiwo ndinodzikama wani Kana zvichinge zvandigara ndinodzikama Ikoko kutenderera tenderera mhai Zvikanzi hakuendewe kunenge kusina mhai (woyere) Zvikanzi mwana wamambo muranda kumwe mhai Zvikanzi kana masvika mekudzikama, maiwe Takazochema, takazochema Kana mukuru wandaive naye wakazodemba, maiwe ihondo Musha wose une zvawo Kana kwedu kune zvako Kana menyu mune zvamo Vakangoti dai zvaigona Haiwa ndiyamureiwo ndinodzikama Kana zvichinge zvandigara ndinodzikama Haiwa ndiyamureiwo ndinodzikama wani Kana zvichinge zvandigara ndinodzikama Haiwa ndiyamureiwo ndinodzikama wani Kana zvichinge zvandigara ndinodzikama Haiwa ndiyamureiwo ndinodzikama wani Kana zvichinge zvandigara ndinodzikama Haiwa ndiyamureiwo ndinodzikama wani Kana zvichinge zvandigara zvandigara amai