Wenera

Wenera Lyrics

Song Wenera
Artist Nox
Album Nox Essentials
Download Image LRC TXT
[00:01.52] (Uh, ndeipi?) Tirikuspakwa (ndeipi kaNine?) Oh, zvirikufaya (muriseisei?)
[00:07.90] Oh, tiri paWenera (ndeipi Nox, Chagwa Black, Play Boy?)
[00:13.21] Tirikuspakwa (zviriseisei?) Oh, tichiita musikanzwa (uh), oh, tiri paWenera (hande, uh-uh)
[00:23.53] Handisi kubatika, ndikasadzoka inotambika, Wenera
[00:32.97] Baby randinaro asekuru, plessure ndiuraye asekuru, Wenera
[00:42.86] Ndichauya next year, tichange tiri tese pa-New Year, Wenera
[00:52.63] Ini ndoyera chimpanzi, icho chimpanzi chichindiyera
[00:55.83] Crown iri mumusoro mangu inobviswa nemunhu anondigera
[00:58.48] Kumba tichauya asi tangai mandinyengerera
[01:00.80] Nekuti baby randiinari tiri kujaza Wenera
[01:03.30] Ndakutonyatsomuziva kupfuura zvinoitwa muna 4th nema-drivers emakombi anoenda kuMarondera
[01:08.53] Ndiye musikana wandogara ndinaye kunge fon yangu
[01:10.66] Handimunyare kunge tauro rekugezesa
[01:12.56] Ndogara ndichimuona kunge DVD nemaziso angu
[01:15.69] Muviri wake une mabhaudhi, nekuti isimbi
[01:18.42] And rudo rwakawanda kupfuura mapiritsi eTB
[01:20.69] Muromo wake ichamvari, ndomuda kunge shoko raMwari
[01:23.39] Haasi chibhora zvange zvakaita musikana uye-uye waMr ibu
[01:26.27] Akabereka mpfanha uye-uye achiti, "Biggie, biggie, jiggy, jiggy, heavy, heavy
[01:30.63] Baby do you want me?" Rega ndiseke, haha
[01:33.73] Handisi kubatika (aish), ndikasadzoka inotambika (waiziya?) Wenera
[01:43.45] Baby randinaro asekuru, plessure ndiuraye asekuru, Wenera
[01:53.48] Ndichauya next year, tichange tiri tese pa-New Year, Wenera (Simbi, yeah)
[02:03.25] Chagwa Black ndakatyora, ndirikumboita zve-Joburg, nezuro ndakataura nevabereki
[02:08.09] Ndati kumba ndichauya, musaite take-take, tomboenda kundogocha nyama kwaMereki
[02:13.28] Nekuti baby randinaro kuno hapana asingaride, ndiye wandinoti Sweetie, handisikureva lolipop
[02:18.23] Anebvudzi rakawanda kupfuura bin remu-barber shop, uye mota yake haiyende ku-bus stop
[02:23.56] Anouya achinditora every time kuna Bree, ouya kuzoswera neni pandinenge ndiri free
[02:28.41] Ndewa 1993 asi ndoita kunge wa93, mudiki kwandiri pamakore asi kwete pamwedzi
[02:33.87] Handisi kubatika (aish), ndikasadzoka inotambika (waiziya?) Wenera
[02:43.38] Baby randinaro asekuru, plessure ndiuraye asekuru, Wenera
[02:53.61] Ndichauya next year (uh), tichange tiri tese pa-New Year (aha, aish), Wenera
[03:02.97] Kuligan ndakamuona akati yaungana mhuri
[03:05.90] Ainge achinwa wine aine mface wake Widzo
[03:08.55] Akati kumba ngakuuye kuno, achiridza muridzo
[03:10.74] Akati chero ani akafa handibve kuno kuJoza, ndinozongonobata maoko chero panyaradzo
[03:15.86] Kuligan mamuziva here akamboimba naKalabash?
[03:18.58] Hameno iri kutambika, haachawirirana naBlash
[03:20.78] Baby rangu handidi kuti riwache kana kunanika
[03:23.35] Saka mapoto akasviba tinoaendesa ku car wash
[03:26.07] Hatina kana spoon kana dish towel
[03:28.28] Tingori nechimugoti chewaya ne-two ma-plates kunge stove
[03:30.78] But mababy ekuno anenge achitongokupa ma nuff
[03:33.54] Tinopinda tonaz kana baby rangu riri off
[03:35.94] Totanga kutsvaga mari takapfeka ma-glass emapofu
[03:38.58] Takaisa ma-plate pasi nekuti rudo ibofu
[03:40.86] Haana kupusa saFirimon ayi-actor naMadhumbe
[03:43.22] (Chagwa Black, Play Boy naMaskiri tirikutsatsa) tichirova gas Wenera
[03:46.67] Tine mababy Wenera (tichiita yese yese, tiri paWenera)
[03:49.12] Yese yese Wenera (neshamwaari dzedu dzepaFacebook, ma-mutualfriends), oh
[03:54.06] Tichirova gas Wenera (ana Kheda, ana Mother Theresa)
[03:56.50] Tine mababy Wenera (ana Fungai, Chipo ana Lesley)
[03:59.47] Yese yese Wenera (ohh)
[04:03.63] Handisi kubatika, ndikasadzoka inotambika, Wenera
[04:11.76] Baby randinaro asekuru, plessure ndiuraye asekuru, Wenera
[04:21.66] Ndichauya next year, tichange tiri tese pa-New Year, Wenera
[04:32.72] Handisi kubatika, ndikasadzoka inotambika, Wenera
[04:42.80] Baby randinaro asekuru, plessure ndiuraye asekuru, Wenera
[04:51.74] Ndichauya next year, tichange tiri tese pa-New Year, Wenera
[05:05.82]
Wenera Lyrics
YouTube Results (More on YouTube)