[00:01.52] (Uh, ndeipi?) Tirikuspakwa (ndeipi kaNine?) Oh, zvirikufaya (muriseisei?) [00:07.90] Oh, tiri paWenera (ndeipi Nox, Chagwa Black, Play Boy?) [00:13.21] Tirikuspakwa (zviriseisei?) Oh, tichiita musikanzwa (uh), oh, tiri paWenera (hande, uh-uh) [00:23.53] Handisi kubatika, ndikasadzoka inotambika, Wenera [00:32.97] Baby randinaro asekuru, plessure ndiuraye asekuru, Wenera [00:42.86] Ndichauya next year, tichange tiri tese pa-New Year, Wenera [00:52.63] Ini ndoyera chimpanzi, icho chimpanzi chichindiyera [00:55.83] Crown iri mumusoro mangu inobviswa nemunhu anondigera [00:58.48] Kumba tichauya asi tangai mandinyengerera [01:00.80] Nekuti baby randiinari tiri kujaza Wenera [01:03.30] Ndakutonyatsomuziva kupfuura zvinoitwa muna 4th nema-drivers emakombi anoenda kuMarondera [01:08.53] Ndiye musikana wandogara ndinaye kunge fon yangu [01:10.66] Handimunyare kunge tauro rekugezesa [01:12.56] Ndogara ndichimuona kunge DVD nemaziso angu [01:15.69] Muviri wake une mabhaudhi, nekuti isimbi [01:18.42] And rudo rwakawanda kupfuura mapiritsi eTB [01:20.69] Muromo wake ichamvari, ndomuda kunge shoko raMwari [01:23.39] Haasi chibhora zvange zvakaita musikana uye-uye waMr ibu [01:26.27] Akabereka mpfanha uye-uye achiti, "Biggie, biggie, jiggy, jiggy, heavy, heavy [01:30.63] Baby do you want me?" Rega ndiseke, haha [01:33.73] Handisi kubatika (aish), ndikasadzoka inotambika (waiziya?) Wenera [01:43.45] Baby randinaro asekuru, plessure ndiuraye asekuru, Wenera [01:53.48] Ndichauya next year, tichange tiri tese pa-New Year, Wenera (Simbi, yeah) [02:03.25] Chagwa Black ndakatyora, ndirikumboita zve-Joburg, nezuro ndakataura nevabereki [02:08.09] Ndati kumba ndichauya, musaite take-take, tomboenda kundogocha nyama kwaMereki [02:13.28] Nekuti baby randinaro kuno hapana asingaride, ndiye wandinoti Sweetie, handisikureva lolipop [02:18.23] Anebvudzi rakawanda kupfuura bin remu-barber shop, uye mota yake haiyende ku-bus stop [02:23.56] Anouya achinditora every time kuna Bree, ouya kuzoswera neni pandinenge ndiri free [02:28.41] Ndewa 1993 asi ndoita kunge wa93, mudiki kwandiri pamakore asi kwete pamwedzi [02:33.87] Handisi kubatika (aish), ndikasadzoka inotambika (waiziya?) Wenera [02:43.38] Baby randinaro asekuru, plessure ndiuraye asekuru, Wenera [02:53.61] Ndichauya next year (uh), tichange tiri tese pa-New Year (aha, aish), Wenera [03:02.97] Kuligan ndakamuona akati yaungana mhuri [03:05.90] Ainge achinwa wine aine mface wake Widzo [03:08.55] Akati kumba ngakuuye kuno, achiridza muridzo [03:10.74] Akati chero ani akafa handibve kuno kuJoza, ndinozongonobata maoko chero panyaradzo [03:15.86] Kuligan mamuziva here akamboimba naKalabash? [03:18.58] Hameno iri kutambika, haachawirirana naBlash [03:20.78] Baby rangu handidi kuti riwache kana kunanika [03:23.35] Saka mapoto akasviba tinoaendesa ku car wash [03:26.07] Hatina kana spoon kana dish towel [03:28.28] Tingori nechimugoti chewaya ne-two ma-plates kunge stove [03:30.78] But mababy ekuno anenge achitongokupa ma nuff [03:33.54] Tinopinda tonaz kana baby rangu riri off [03:35.94] Totanga kutsvaga mari takapfeka ma-glass emapofu [03:38.58] Takaisa ma-plate pasi nekuti rudo ibofu [03:40.86] Haana kupusa saFirimon ayi-actor naMadhumbe [03:43.22] (Chagwa Black, Play Boy naMaskiri tirikutsatsa) tichirova gas Wenera [03:46.67] Tine mababy Wenera (tichiita yese yese, tiri paWenera) [03:49.12] Yese yese Wenera (neshamwaari dzedu dzepaFacebook, ma-mutualfriends), oh [03:54.06] Tichirova gas Wenera (ana Kheda, ana Mother Theresa) [03:56.50] Tine mababy Wenera (ana Fungai, Chipo ana Lesley) [03:59.47] Yese yese Wenera (ohh) [04:03.63] Handisi kubatika, ndikasadzoka inotambika, Wenera [04:11.76] Baby randinaro asekuru, plessure ndiuraye asekuru, Wenera [04:21.66] Ndichauya next year, tichange tiri tese pa-New Year, Wenera [04:32.72] Handisi kubatika, ndikasadzoka inotambika, Wenera [04:42.80] Baby randinaro asekuru, plessure ndiuraye asekuru, Wenera [04:51.74] Ndichauya next year, tichange tiri tese pa-New Year, Wenera [05:05.82]