Hazvigone

Hazvigone Lyrics

Song Hazvigone
Artist Killer T
Album Hope Dzehumambo
Download Image LRC TXT
[00:01.81] Haa-haa hoye (Oskid Production)
[00:05.01] Iwe pawakanditarira ipapo ndopawakandiparira
[00:09.08] Ndikati ndafarira kana mukati ndakuvarira
[00:12.70] Haiwa nyatsakunditarira mai mwana neniwo ndorira
[00:16.66] Ukazongondifungira mai mwana ungazonditsamwira
[00:20.45] Ndakambotenderera vakati hazvinzwarwo
[00:24.35] Chirwere chemoyo ndiwe wapodza
[00:28.85] Handidi tirambane hazvigone (tingazovapa zvekutaura)
[00:37.98] Handidi tirambane hazvigone (tingazovapa zvekutaura)
[00:45.32] Inini moyo wangu mai mwana handidi utsamwe ndinoda ufare
[00:51.82] Inini moyo wangu mai mwana handidi utsamwe ndinoda ufare
[01:00.13] Wakati ndiwe uchava muroora waamai vangu
[01:04.48] Ukati hauchazofa wandisiyazve
[01:08.53] Handibvume kusiyana newe une rudo
[01:12.20] Ndicharamba ndichishaura kusvika wandinzwa
[01:16.02] Zano ndiro ramakanga mandirongera
[01:20.33] Mukati handichazofa ndabuda mugota
[01:24.18] Dzinde rerudo iri idzinde rerudo
[01:27.97] Ndikaridiridzira muchaona ndokohwa
[01:32.25] Handidi tirambane hazvigone (tingazovapa zvekutaura)
[01:36.39] Handidi tirambane hazvigone (tingazovapa zvekutaura)
[01:47.63] Inini moyo wangu mai mwana handidi utsamwe ndinoda ufare
[01:51.47] Inini moyo wangu mai mwana handidi utsamwe ndinoda ufare
[02:04.06] Iwe pawakanditarira ipapo ndopawakandiparira
[02:07.35] Ndikati ndafarira kana mukati ndakuvarira
[02:11.03] Haiwa nyatsakunditarira mai mwana neniwo ndorira
[02:15.05] Ukazongondifungira mai mwana ungazonditsamwira
[02:19.74] Ndakambotenderera vakati hazvinzwarwo
[02:22.70] Chirwere chemoyo ndiwe wapodza
[02:27.26] Handidi tirambane hazvigone (tingazovapa zvekutaura)
[02:35.97] Handidi tirambane hazvigone (tingazovapa zvekutaura)
[02:43.91] Inini moyo wangu mai mwana handidi utsamwe ndinoda ufare
[02:51.88] Inini moyo wangu mai mwana handidi utsamwe ndinoda ufare
[02:59.65]
Hazvigone Lyrics
YouTube Results (More on YouTube)