[00:01.81] Haa-haa hoye (Oskid Production) [00:05.01] Iwe pawakanditarira ipapo ndopawakandiparira [00:09.08] Ndikati ndafarira kana mukati ndakuvarira [00:12.70] Haiwa nyatsakunditarira mai mwana neniwo ndorira [00:16.66] Ukazongondifungira mai mwana ungazonditsamwira [00:20.45] Ndakambotenderera vakati hazvinzwarwo [00:24.35] Chirwere chemoyo ndiwe wapodza [00:28.85] Handidi tirambane hazvigone (tingazovapa zvekutaura) [00:37.98] Handidi tirambane hazvigone (tingazovapa zvekutaura) [00:45.32] Inini moyo wangu mai mwana handidi utsamwe ndinoda ufare [00:51.82] Inini moyo wangu mai mwana handidi utsamwe ndinoda ufare [01:00.13] Wakati ndiwe uchava muroora waamai vangu [01:04.48] Ukati hauchazofa wandisiyazve [01:08.53] Handibvume kusiyana newe une rudo [01:12.20] Ndicharamba ndichishaura kusvika wandinzwa [01:16.02] Zano ndiro ramakanga mandirongera [01:20.33] Mukati handichazofa ndabuda mugota [01:24.18] Dzinde rerudo iri idzinde rerudo [01:27.97] Ndikaridiridzira muchaona ndokohwa [01:32.25] Handidi tirambane hazvigone (tingazovapa zvekutaura) [01:36.39] Handidi tirambane hazvigone (tingazovapa zvekutaura) [01:47.63] Inini moyo wangu mai mwana handidi utsamwe ndinoda ufare [01:51.47] Inini moyo wangu mai mwana handidi utsamwe ndinoda ufare [02:04.06] Iwe pawakanditarira ipapo ndopawakandiparira [02:07.35] Ndikati ndafarira kana mukati ndakuvarira [02:11.03] Haiwa nyatsakunditarira mai mwana neniwo ndorira [02:15.05] Ukazongondifungira mai mwana ungazonditsamwira [02:19.74] Ndakambotenderera vakati hazvinzwarwo [02:22.70] Chirwere chemoyo ndiwe wapodza [02:27.26] Handidi tirambane hazvigone (tingazovapa zvekutaura) [02:35.97] Handidi tirambane hazvigone (tingazovapa zvekutaura) [02:43.91] Inini moyo wangu mai mwana handidi utsamwe ndinoda ufare [02:51.88] Inini moyo wangu mai mwana handidi utsamwe ndinoda ufare [02:59.65]