Miridzo

Miridzo Lyrics

Song Miridzo
Artist Freeman
Album Gango
Download Image LRC TXT
[00:02.36] Yo wait
[00:02.89] GMP hona mwana uyo
[00:04.87] Baba kani
[00:06.15] Ndachema zvangu
[00:08.68] Pawadarika wakonzeresa ruzha
[00:11.44] Hona varume vese varikuzhamba
[00:15.42] Vatsva moyo vatadza kuzvibata
[00:19.32] Wakanyanya, mhamha
[00:22.98] Pawangobudikira wakonzeresa miridzo
[00:27.47] Veduwee vakafa hapana chavakaona
[00:30.94] Ko kupenya kudai wakazoreiko
[00:34.76] Veduwee vakafa hapana chavakaona
[00:38.85] Hona body structure, hona step yachoo
[00:42.94] Veduwee vakafa hapana chavakaona
[00:46.40] Watora moyo yema Gallis, vese vakungokutarisa
[00:50.76] Veduwee vakafa hapana chavakaona
[00:54.21] Ndiwe definition yerunako yese
[00:57.97] Ndodonha newe pasi ndoSpenter mari yese
[01:01.53] Kana kukuda iri mhosva ndopika maYears
[01:05.29] Uri type inoita kuti ndifunge kuti ndakatakura pasi rese
[01:09.22] Wakosha waita kuti ndiende mberi neVerse
[01:12.84] Ndingatorwara zuva rega rega ukaita nurse
[01:16.73] Pauri handisi lazy
[01:18.41] Forward ever no reverse
[01:20.86] Dzamara wazoti yes
[01:22.46] Iwewe ndiwe Major inini Lazer
[01:24.65] Pawangobudikira wakonzeresa miridzo
[01:28.61] Veduwee vakafa hapana chavakaona
[01:32.17] Kupenya kudai wakazoreiko
[01:36.42] Veduwee vakafa hapana chavakaona
[01:40.09] Hona body structure, hona step yacho
[01:44.43] Veduwee vakafa hapana chavakaona
[01:47.82] Watora moyo yema Gallis vese vakungokutarisa
[01:50.27] Veduwee vakafa hapana chavakaona
[01:55.29] Hona wavhiringidza pfungwa dzevanhu
[01:56.50] Pawadarika wabata action yevanhu
[01:58.71] Varume vese pano vakukupa chishanu
[02:00.52] Handina chandichafunga chibuda mupfungwa dzangu
[02:02.32] Waimbenge urikupi pese, ini zvangu
[02:04.30] Pakati pangu nevamwe vasikana pava nemuganhu
[02:06.39] Mi go give ya anything you want, anything you want
[02:11.26] Ndochiwana
[02:12.06] Ndochitsvaga ndikakupa, aewa imbondinzwa
[02:14.54] Ndipe mukana
[02:15.91] Mi go give ya anything you want, anything you want
[02:18.37] Ndochiwana
[02:20.11] Ndochitsvaga ndikakupa, aewa imbondinzwa
[02:22.52] Ndipe mukana
[02:25.64] Pawadarika wakonzeresa ruzha
[02:30.15] Hona varume vese varikuzhamba
[02:33.81] Vatsva moyo vatadza kuzvibata
[02:37.35] Wakanyanya, mhamha
[02:41.08] Pawangobudikira wakonzeresa miridzo
[02:45.23] Veduwee vakafa hapana chavakaona
[02:49.16] Ko kupenya kudai wakazoreiko
[02:52.95] Veduwee vakafa hapana chavakaona
[02:56.69] Hona body structure, hona step yachoo
[03:01.02] Veduwee vakafa hapana chavakaona
[03:04.66] Watora moyo yema Gallis, vese vakungokutarisa
[03:08.87] Veduwee vakafa hapana chavakaona
[03:16.35] Veduwee vakafa hapana chavakaona
[03:24.26] Veduwee vakafa hapana chavakaona
[03:32.00] Veduwee vakafa hapana chavakaona
[03:39.37] Veduwee vakafa hapana chavakaona
[03:43.13]
Miridzo Lyrics
YouTube Results (More on YouTube)