[00:02.36] Yo wait [00:02.89] GMP hona mwana uyo [00:04.87] Baba kani [00:06.15] Ndachema zvangu [00:08.68] Pawadarika wakonzeresa ruzha [00:11.44] Hona varume vese varikuzhamba [00:15.42] Vatsva moyo vatadza kuzvibata [00:19.32] Wakanyanya, mhamha [00:22.98] Pawangobudikira wakonzeresa miridzo [00:27.47] Veduwee vakafa hapana chavakaona [00:30.94] Ko kupenya kudai wakazoreiko [00:34.76] Veduwee vakafa hapana chavakaona [00:38.85] Hona body structure, hona step yachoo [00:42.94] Veduwee vakafa hapana chavakaona [00:46.40] Watora moyo yema Gallis, vese vakungokutarisa [00:50.76] Veduwee vakafa hapana chavakaona [00:54.21] Ndiwe definition yerunako yese [00:57.97] Ndodonha newe pasi ndoSpenter mari yese [01:01.53] Kana kukuda iri mhosva ndopika maYears [01:05.29] Uri type inoita kuti ndifunge kuti ndakatakura pasi rese [01:09.22] Wakosha waita kuti ndiende mberi neVerse [01:12.84] Ndingatorwara zuva rega rega ukaita nurse [01:16.73] Pauri handisi lazy [01:18.41] Forward ever no reverse [01:20.86] Dzamara wazoti yes [01:22.46] Iwewe ndiwe Major inini Lazer [01:24.65] Pawangobudikira wakonzeresa miridzo [01:28.61] Veduwee vakafa hapana chavakaona [01:32.17] Kupenya kudai wakazoreiko [01:36.42] Veduwee vakafa hapana chavakaona [01:40.09] Hona body structure, hona step yacho [01:44.43] Veduwee vakafa hapana chavakaona [01:47.82] Watora moyo yema Gallis vese vakungokutarisa [01:50.27] Veduwee vakafa hapana chavakaona [01:55.29] Hona wavhiringidza pfungwa dzevanhu [01:56.50] Pawadarika wabata action yevanhu [01:58.71] Varume vese pano vakukupa chishanu [02:00.52] Handina chandichafunga chibuda mupfungwa dzangu [02:02.32] Waimbenge urikupi pese, ini zvangu [02:04.30] Pakati pangu nevamwe vasikana pava nemuganhu [02:06.39] Mi go give ya anything you want, anything you want [02:11.26] Ndochiwana [02:12.06] Ndochitsvaga ndikakupa, aewa imbondinzwa [02:14.54] Ndipe mukana [02:15.91] Mi go give ya anything you want, anything you want [02:18.37] Ndochiwana [02:20.11] Ndochitsvaga ndikakupa, aewa imbondinzwa [02:22.52] Ndipe mukana [02:25.64] Pawadarika wakonzeresa ruzha [02:30.15] Hona varume vese varikuzhamba [02:33.81] Vatsva moyo vatadza kuzvibata [02:37.35] Wakanyanya, mhamha [02:41.08] Pawangobudikira wakonzeresa miridzo [02:45.23] Veduwee vakafa hapana chavakaona [02:49.16] Ko kupenya kudai wakazoreiko [02:52.95] Veduwee vakafa hapana chavakaona [02:56.69] Hona body structure, hona step yachoo [03:01.02] Veduwee vakafa hapana chavakaona [03:04.66] Watora moyo yema Gallis, vese vakungokutarisa [03:08.87] Veduwee vakafa hapana chavakaona [03:16.35] Veduwee vakafa hapana chavakaona [03:24.26] Veduwee vakafa hapana chavakaona [03:32.00] Veduwee vakafa hapana chavakaona [03:39.37] Veduwee vakafa hapana chavakaona [03:43.13]