Rufu

Rufu Lyrics

Song Rufu
Artist Blot
Album Hits Collection
Download Image LRC TXT
[00:03.23] Yo Sam Chris, this song for meditation (claks ladders)
[00:07.63] G-N-D, yo Muggo
[00:10.01] Adi youngest and baddest and maddest
[00:12.80] ((Next Generation) Fantan (Yo Ribhe)
[00:14.87] Saka variko vakaenda vakatungamira
[00:17.77] Vakaenda vasina kuita zvavaishuwira
[00:20.64] Nanhasi uno nguva yavo ndovarangarira
[00:23.21] Adi youngest and baddest and maddest, Grenade
[00:27.28] Sakani life ivhiri ka ikwire dzike
[00:30.02] Kana rwauya rufu harukundike
[00:32.73] Vaichengeta nherera vana Matthew Rusike
[00:35.45] Kana yakwana nguva futi ka hazvirambike
[00:38.04] Sakani life ivhiri ka ikwire dzike
[00:41.12] Kana rwauya rufu harukundike
[00:43.55] Vaichengeta nherera vana Matthew Rusike
[00:46.48] Kana yakwana nguva futi ka hazvirambike
[00:47.83] Ndozvinoita hupenyu
[00:50.07] Pamwe unoshaya shuga unowana munyu
[00:52.16] Vari kuda mari zhinji vari kubata nyoka mhenyu
[00:54.79] (Ndozvinoita hupenyu) vachisimbisana kuti vari kuita zvisvinu
[00:57.52] Vachisimbisana
[00:58.66] Paichakwana nguva ka zvichavaomera
[01:01.58] Vachibvunzwa mubvunzo vachitadza kuupindura
[01:04.35] Vachange vakugaya chavakatadzira
[01:07.06] Dai tine nguva takatoshumira, eh, adi youngest
[01:10.81] Sakani life ivhiri ka ikwire dzike
[01:13.88] Kana rwauya rufu harukundike
[01:16.53] Vaichengeta nherera vana Matthew Rusike
[01:19.21] Kana yakwana nguva futi ka hazvirambike
[01:22.18] Sakani life ivhiri ka ikwire dzike
[01:24.76] Kana rwauya rufu harukundike
[01:27.23] Vaichengeta nherera vana Matthew Rusike
[01:30.21] Kana yakwana nguva futi ka hazvirambike
[01:32.76] Aiva dhokota ka asi akaenda
[01:35.51] Aiva makanika asi akaenda
[01:38.28] Zuro ndizuro shamwari yangu Tatenda
[01:41.02] Mhuri yese yaperera kumarinda
[01:43.66] Hupenyu inhangemutange
[01:46.19] Pamunotora vana venyu itai ndisatange
[01:48.80] Mwari regerai vegodo vavenge
[01:51.78] Rufu munzira Mwari wangu handiringe
[01:54.71] Sakani life ivhiri ka ikwire dzike
[01:57.44] Kana rwauya rufu harukundike
[02:00.12] Vaichengeta nherera vana Matthew Rusike
[02:02.72] Kana yakwana nguva futi ka hazvirambike
[02:05.58] Sakani life ivhiri ka ikwire dzike
[02:08.21] Kana rwauya rufu harukundike
[02:11.15] Vaichengeta nherera vana Matthew Rusike
[02:13.75] Kana yakwana nguva futi ka hazvirambike
[02:15.05] Ndozvinoita hupenyu
[02:17.25] Pamwe unoshaya shuga unowana munyu
[02:19.29] Vari kuda mari zhinji vari kubata nyoka mhenyu
[02:22.43] Vachisimbisana kuti vari kuita zvisvinu
[02:24.73] Vachisimbisana
[02:26.14] Paichakwana nguva ka zvichavaomera
[02:28.78] Vachibvunzwa mubvunzo vachitadza kuupindura
[02:31.63] Vachange vakugaya chavakatadzira
[02:34.20] Dai tine nguva takatoshumira, eh, adi youngest
[02:38.43] Sakani life ivhiri ka ikwire dzike
[02:41.03] Kana rwauya rufu harukundike
[02:43.98] Vaichengeta nherera vana Matthew Rusike
[02:46.58] Kana yakwana nguva futi ka hazvirambike
[02:49.35] Sakani life ivhiri ka ikwire dzike
[02:51.99] Kana rwauya rufu harukundike
[02:54.84] Vaichengeta nherera vana Matthew Rusike
[02:57.47] Kana yakwana nguva futi ka hazvirambike
[03:09.97] Sam Chris
[03:15.75]
Rufu Lyrics
YouTube Results (More on YouTube)