[00:03.23] Yo Sam Chris, this song for meditation (claks ladders) [00:07.63] G-N-D, yo Muggo [00:10.01] Adi youngest and baddest and maddest [00:12.80] ((Next Generation) Fantan (Yo Ribhe) [00:14.87] Saka variko vakaenda vakatungamira [00:17.77] Vakaenda vasina kuita zvavaishuwira [00:20.64] Nanhasi uno nguva yavo ndovarangarira [00:23.21] Adi youngest and baddest and maddest, Grenade [00:27.28] Sakani life ivhiri ka ikwire dzike [00:30.02] Kana rwauya rufu harukundike [00:32.73] Vaichengeta nherera vana Matthew Rusike [00:35.45] Kana yakwana nguva futi ka hazvirambike [00:38.04] Sakani life ivhiri ka ikwire dzike [00:41.12] Kana rwauya rufu harukundike [00:43.55] Vaichengeta nherera vana Matthew Rusike [00:46.48] Kana yakwana nguva futi ka hazvirambike [00:47.83] Ndozvinoita hupenyu [00:50.07] Pamwe unoshaya shuga unowana munyu [00:52.16] Vari kuda mari zhinji vari kubata nyoka mhenyu [00:54.79] (Ndozvinoita hupenyu) vachisimbisana kuti vari kuita zvisvinu [00:57.52] Vachisimbisana [00:58.66] Paichakwana nguva ka zvichavaomera [01:01.58] Vachibvunzwa mubvunzo vachitadza kuupindura [01:04.35] Vachange vakugaya chavakatadzira [01:07.06] Dai tine nguva takatoshumira, eh, adi youngest [01:10.81] Sakani life ivhiri ka ikwire dzike [01:13.88] Kana rwauya rufu harukundike [01:16.53] Vaichengeta nherera vana Matthew Rusike [01:19.21] Kana yakwana nguva futi ka hazvirambike [01:22.18] Sakani life ivhiri ka ikwire dzike [01:24.76] Kana rwauya rufu harukundike [01:27.23] Vaichengeta nherera vana Matthew Rusike [01:30.21] Kana yakwana nguva futi ka hazvirambike [01:32.76] Aiva dhokota ka asi akaenda [01:35.51] Aiva makanika asi akaenda [01:38.28] Zuro ndizuro shamwari yangu Tatenda [01:41.02] Mhuri yese yaperera kumarinda [01:43.66] Hupenyu inhangemutange [01:46.19] Pamunotora vana venyu itai ndisatange [01:48.80] Mwari regerai vegodo vavenge [01:51.78] Rufu munzira Mwari wangu handiringe [01:54.71] Sakani life ivhiri ka ikwire dzike [01:57.44] Kana rwauya rufu harukundike [02:00.12] Vaichengeta nherera vana Matthew Rusike [02:02.72] Kana yakwana nguva futi ka hazvirambike [02:05.58] Sakani life ivhiri ka ikwire dzike [02:08.21] Kana rwauya rufu harukundike [02:11.15] Vaichengeta nherera vana Matthew Rusike [02:13.75] Kana yakwana nguva futi ka hazvirambike [02:15.05] Ndozvinoita hupenyu [02:17.25] Pamwe unoshaya shuga unowana munyu [02:19.29] Vari kuda mari zhinji vari kubata nyoka mhenyu [02:22.43] Vachisimbisana kuti vari kuita zvisvinu [02:24.73] Vachisimbisana [02:26.14] Paichakwana nguva ka zvichavaomera [02:28.78] Vachibvunzwa mubvunzo vachitadza kuupindura [02:31.63] Vachange vakugaya chavakatadzira [02:34.20] Dai tine nguva takatoshumira, eh, adi youngest [02:38.43] Sakani life ivhiri ka ikwire dzike [02:41.03] Kana rwauya rufu harukundike [02:43.98] Vaichengeta nherera vana Matthew Rusike [02:46.58] Kana yakwana nguva futi ka hazvirambike [02:49.35] Sakani life ivhiri ka ikwire dzike [02:51.99] Kana rwauya rufu harukundike [02:54.84] Vaichengeta nherera vana Matthew Rusike [02:57.47] Kana yakwana nguva futi ka hazvirambike [03:09.97] Sam Chris [03:15.75]