Mufambo

Mufambo Lyrics

Song Mufambo
Artist Killer T
Album Gheto Rinenharo Singles Collection
Download Image LRC TXT
[00:01.55] Hoo, hoo (mukuru, mukuru) hee, hee (mukuru)
[00:05.60] Hoo hoo
[00:07.03] Zvikanzi chimbidza kudzoka kwandabva kure negoma yangu
[00:11.74] Chimbidza kudzoka kwandabva kure (Simplex Music)
[00:14.86] Kwandanga ndichibva wanga uri mufambo
[00:18.20] Asi ndazongosvika ndikayambuka ndega
[00:22.58] Kwandanga ndichibva wanga uri mufambo
[00:26.00] Asi ndazongosvika ndikayambuka ndega
[00:29.89] Ndangoti inini Mwari ndewe munhu wese
[00:33.76] Ndavaudza kuti Mwari ndewe munhu wese
[00:38.14] Ndangoti Mwari ndewe munhu wese
[00:41.59] Ndavaudza kuti Mwari ndewe munhu wese
[00:46.29] Ndanga ndichida kuzongopupura
[00:50.03] Pazuva racho ratichasangana
[00:53.70] Ndivaudze musango matabuda
[00:57.86] Munezvikara zvinorura
[01:01.59] Vanoda bopoto bopoto
[01:05.77] Asi handina kuzovapindura
[01:09.00] Nemoyo une rudo uyu wamatipa
[01:13.54] Tinemisodzi ine nhorondo
[01:17.30] Kwandanga ndichibva wanga uri mufambo
[01:20.82] Asi ndazongosvika ndikayambuka ndega
[01:25.19] Kwandanga ndichibva wanga uri mufambo
[01:28.41] Asi ndazongosvika ndikayambuka ndega
[01:32.32] Ndangoti inini Mwari ndewe munhu wese
[01:36.20] Ndavaudza kuti Mwari ndewe munhu wese
[01:40.63] Ndangoti Mwari ndewe munhu wese
[01:44.15] Ndavaudza kuti Mwari ndewe munhu wese
[01:48.60] Enda unokoka machemebere ndabaiya
[01:52.52] Ronda racho ririkuvhika moto
[01:55.82] Handikwanise kungochema muchindichemedza
[02:00.55] Tinechitsidzo chatakawirirana
[02:03.62] Mwaribaba Samasimba inzwai kuchema kwangu
[02:08.06] Ndimi ziso rehupenyu hwangu
[02:12.00] Totosiya tarova ngoma pano Mai
[02:14.89] Kuti titambirwei kuti mutibvumbamire
[02:19.75] Zvikanzi chimbidza kudzoka kwandabva kure, nengoma yangu
[02:24.18] Chimbidza kudzoka kandabva kure
[02:27.49] Kwandanga ndichibva wanga uri mufambo
[02:31.15] Asi ndazongosvika ndikayambuka ndega
[02:35.34] Kwandanga ndichibva wanga uri mufambo
[02:38.64] Asi ndazongosvika ndikayambuka ndega
[02:42.54] Ndangoti inini Mwari ndewe munhu wese
[02:46.54] Ndavaudza kuti Mwari ndewe munhu wese
[02:50.88] Ndangoti Mwari ndewe munhu wese
[02:54.44] Ndavaudza kuti Mwari ndewe munhu wese
[02:58.81] Ndangandichida kuzongopupura
[03:02.77] Pazuva racho ratichasangana
[03:06.42] Ndivaudze musango matabuda
[03:10.52] Munezvikara zvinorura
[03:14.24] Vanoda bopoto bopoto
[03:18.66] Asi handina kuzovapindura
[03:21.67] Nemoyo une rudo uyu wamatipa
[03:26.29] Tinemisodzi ine nhorondo
[03:29.88] Kwandanga ndichibva wanga uri mufambo
[03:33.52] Asi ndazongosvika ndikayambuka ndega
[03:37.62] Kwandanga ndichibva wanga uri mufambo
[03:41.08] Asi ndazongosvika ndikayambuka ndega
[03:45.18] Ndangoti inini Mwari ndewe munhu wese
[03:48.90] Ndavaudza kuti Mwari ndewe munhu wese
[03:53.10] Ndangoti Mwari ndewe munhu wese
[03:56.86] Ndavaudza kuti Mwari ndewe munhu wese
[04:01.23] Zvikanzi chimbidza kudzoka kwandabva kure nengoma yangu
[04:05.96] Chimbidza kudzoka kwandabva kure nengoma yangu
[04:09.02] Zvikanzi chimbidza kudzoka kwandabva kure nengoma yangu
[04:13.55] Chimbidza kudzoka kwandabva kure nengoma yangu
[04:17.25]
Mufambo Lyrics
YouTube Results (More on YouTube)