Hoo, hoo (mukuru, mukuru) hee, hee (mukuru) Hoo hoo Zvikanzi chimbidza kudzoka kwandabva kure negoma yangu Chimbidza kudzoka kwandabva kure (Simplex Music) Kwandanga ndichibva wanga uri mufambo Asi ndazongosvika ndikayambuka ndega Kwandanga ndichibva wanga uri mufambo Asi ndazongosvika ndikayambuka ndega Ndangoti inini Mwari ndewe munhu wese Ndavaudza kuti Mwari ndewe munhu wese Ndangoti Mwari ndewe munhu wese Ndavaudza kuti Mwari ndewe munhu wese Ndanga ndichida kuzongopupura Pazuva racho ratichasangana Ndivaudze musango matabuda Munezvikara zvinorura Vanoda bopoto bopoto Asi handina kuzovapindura Nemoyo une rudo uyu wamatipa Tinemisodzi ine nhorondo Kwandanga ndichibva wanga uri mufambo Asi ndazongosvika ndikayambuka ndega Kwandanga ndichibva wanga uri mufambo Asi ndazongosvika ndikayambuka ndega Ndangoti inini Mwari ndewe munhu wese Ndavaudza kuti Mwari ndewe munhu wese Ndangoti Mwari ndewe munhu wese Ndavaudza kuti Mwari ndewe munhu wese Enda unokoka machemebere ndabaiya Ronda racho ririkuvhika moto Handikwanise kungochema muchindichemedza Tinechitsidzo chatakawirirana Mwaribaba Samasimba inzwai kuchema kwangu Ndimi ziso rehupenyu hwangu Totosiya tarova ngoma pano Mai Kuti titambirwei kuti mutibvumbamire Zvikanzi chimbidza kudzoka kwandabva kure, nengoma yangu Chimbidza kudzoka kandabva kure Kwandanga ndichibva wanga uri mufambo Asi ndazongosvika ndikayambuka ndega Kwandanga ndichibva wanga uri mufambo Asi ndazongosvika ndikayambuka ndega Ndangoti inini Mwari ndewe munhu wese Ndavaudza kuti Mwari ndewe munhu wese Ndangoti Mwari ndewe munhu wese Ndavaudza kuti Mwari ndewe munhu wese Ndangandichida kuzongopupura Pazuva racho ratichasangana Ndivaudze musango matabuda Munezvikara zvinorura Vanoda bopoto bopoto Asi handina kuzovapindura Nemoyo une rudo uyu wamatipa Tinemisodzi ine nhorondo Kwandanga ndichibva wanga uri mufambo Asi ndazongosvika ndikayambuka ndega Kwandanga ndichibva wanga uri mufambo Asi ndazongosvika ndikayambuka ndega Ndangoti inini Mwari ndewe munhu wese Ndavaudza kuti Mwari ndewe munhu wese Ndangoti Mwari ndewe munhu wese Ndavaudza kuti Mwari ndewe munhu wese Zvikanzi chimbidza kudzoka kwandabva kure nengoma yangu Chimbidza kudzoka kwandabva kure nengoma yangu Zvikanzi chimbidza kudzoka kwandabva kure nengoma yangu Chimbidza kudzoka kwandabva kure nengoma yangu