|
Happy time happy time happy time |
|
Happy time happy time |
|
Stress free, hatisi kuda refree |
|
Happy time happy time |
|
CashLibs |
|
Skiri ma baby |
|
Happy time happy time |
|
Nhamo takumboivisita |
|
Maproblems takumbomadhibha |
|
Happy time happy time |
|
Kutso ndipe ngoma rawabika |
|
Fonera maninja Lyan akabhidha |
|
Hoooowo |
|
Real top Gulleys |
|
Kana tasvika zvatangidza |
|
Hooooowo |
|
Party wese CashLibs |
|
Baby sheka zvawakapihwa namhamha |
|
Ndanda-nda-nda ndaku... |
|
You make me stammer ma-ma |
|
Bikini rawakapfweka rabva rati mbamba-mba-mba |
|
Unedi-di-di ndatanga kukakama |
|
Ndatanga kuseka pawatanga kutwerka |
|
Saka ramba uchitwerka huya kuno |
|
Babe andisi kufeka ndiwe urikusheka |
|
Mheno zvandafilla pawazunzaa chiuno |
|
HKD Boss |
|
Happy time happy time |
|
Nhamo takumboivisita |
|
Maproblems takumbomadhibha |
|
Happy time happy time |
|
Kutso ndipe ngoma rawabika |
|
Fonera maninja Layan akabhidha |
|
Hoooowo |
|
Pareal top Gulleys kana tasvika zvatangidza |
|
Hooowo |
|
Muparty wese mucashlibs |
|
Kana une yako irimuwallet |
|
Usingade kukwereta |
|
Wosampler bloh bloh blo |
|
Urireal top Gulleys |
|
No prenop man |
|
Wosampler bloh bloh blo |
|
Tatanga kuspenda zvatakashanda |
|
Fonera Tatenda Manyeruke naTawanda |
|
Bakatoro naDoncal ku London |
|
Asi usakanganwe jmp naFantan |
|
Munhu wese istress free |
|
Happy time happy time |
|
Nhamo takumboivisita |
|
Maproblems takumbomadhibha |
|
Happy time happy time |
|
Kutso ndipe ngoma rawabika |
|
Fonera maninja |
|
Lyan akabhidha |
|
Hooowo |
|
Pareal top Gulleys kana tasvika zvatangidza |
|
Hooowo |
|
Muparty wese muchashlibs |
|
Babe sheka zvawakapiwa namhamha |
|
Ndanda-nda-nda ndaku... |
|
You make me stammer ma-ma |
|
Bikini rawakapfweka rabva rati mbamba-mba-mba |
|
Unedi-di-di ndatanga kukakama |
|
Ndatanga kuseka pawatanga kutwerka |
|
Saka ramba uchitwerka huya kuno |
|
Babe andisi kufeka ndiwe urikusheka |
|
Mheno zvandafilla pawazunzaa chiuno |
|
HKD Boss |
|
Happy time happy time |
|
Nhamo takumboivisita |
|
Maproblems takumbodhibha |
|
Happy time happy time |
|
Kutso ndipe ngoma rawabika |
|
Fonera maninja Layan akabhidha |
|
Hoooowo |
|
Pareal top Gulleys kana tasvika zvatangidza |
|
Hooowo |
|
Muparty wese muchashlibs |