Happy time happy time happy time Happy time happy time Stress free, hatisi kuda refree Happy time happy time CashLibs Skiri ma baby Happy time happy time Nhamo takumboivisita Maproblems takumbomadhibha Happy time happy time Kutso ndipe ngoma rawabika Fonera maninja Lyan akabhidha Hoooowo Real top Gulleys Kana tasvika zvatangidza Hooooowo Party wese CashLibs Baby sheka zvawakapihwa namhamha Ndanda-nda-nda ndaku... You make me stammer ma-ma Bikini rawakapfweka rabva rati mbamba-mba-mba Unedi-di-di ndatanga kukakama Ndatanga kuseka pawatanga kutwerka Saka ramba uchitwerka huya kuno Babe andisi kufeka ndiwe urikusheka Mheno zvandafilla pawazunzaa chiuno HKD Boss Happy time happy time Nhamo takumboivisita Maproblems takumbomadhibha Happy time happy time Kutso ndipe ngoma rawabika Fonera maninja Layan akabhidha Hoooowo Pareal top Gulleys kana tasvika zvatangidza Hooowo Muparty wese mucashlibs Kana une yako irimuwallet Usingade kukwereta Wosampler bloh bloh blo Urireal top Gulleys No prenop man Wosampler bloh bloh blo Tatanga kuspenda zvatakashanda Fonera Tatenda Manyeruke naTawanda Bakatoro naDoncal ku London Asi usakanganwe jmp naFantan Munhu wese istress free Happy time happy time Nhamo takumboivisita Maproblems takumbomadhibha Happy time happy time Kutso ndipe ngoma rawabika Fonera maninja Lyan akabhidha Hooowo Pareal top Gulleys kana tasvika zvatangidza Hooowo Muparty wese muchashlibs Babe sheka zvawakapiwa namhamha Ndanda-nda-nda ndaku... You make me stammer ma-ma Bikini rawakapfweka rabva rati mbamba-mba-mba Unedi-di-di ndatanga kukakama Ndatanga kuseka pawatanga kutwerka Saka ramba uchitwerka huya kuno Babe andisi kufeka ndiwe urikusheka Mheno zvandafilla pawazunzaa chiuno HKD Boss Happy time happy time Nhamo takumboivisita Maproblems takumbodhibha Happy time happy time Kutso ndipe ngoma rawabika Fonera maninja Layan akabhidha Hoooowo Pareal top Gulleys kana tasvika zvatangidza Hooowo Muparty wese muchashlibs