| 作词 : Oliver Mtukudzi | |
| 作曲 : Oliver Mtukudzi | |
| Sheidza mai vemwana ndakuvara | |
| Pakupingudza mombe ndakuvara (ndakuvara) | |
| Dana mai vemwana ndakuvara | |

| Ndaiti chicha toredzera vakuru | |

| Nyamba chaifuratira vakuru | |

| Ndaichiyeva chiri mumakura | |
| Ndaiti mangwana tingazobopawo | |
| Chichandirimira chazokura | |
| Pidigu mai vemwana chandipfuura | |

| Dana mai vemwana ndakuvara kuno | |

| Ndaiti chicha toredzera vakuru vacho | |

| Nyamba chaifuratira vakuru vaya | |

| Ndaichiyeva chiri mumakura (ahhh) | |
| Ndaiti mangwana tingazobopawo isu (ahhh) | |
| Chichandirimira chazokura (ahhh) | |
| Pidigu mai vemwana chandikunda | |
| Ndaichichiva tiri mumakura (ahhh) | |
| Ndaiti mangwana ndingazobopawo (ahhh) | |
| Chichandirimira chazokura (ahhh) | |
| Pidigu mai vemwana chandikunda | |
| Sheidza mai vemwana ndakuvara | |
| Pakupingudza mombe ndakuvara (ndakuvara) | |
| Dana mai vemwana ndakuvara | |
| Pakupingudza mombe ndakuvara (ndakuvara) | |
| Ndaiti chicha toredzera vakuru vacho | |
| Pakupingudza mombe ndakuvara (ndakuvara) | |
| Nyamba chaifuratira vakuru vacho | |

| Ndaichichiva chiri mumakura (ahhh) | |
| Ndaiti mangwana ndingazobopawo (ahhh) | |
| Chichatirimira chazokura (ahhh) | |
| Pidigu mai vemwana chandipfuura | |
| Ndaichiyeva chiri mumakura (ahhh) | |
| Ndaiti mangwana tingazobopawo (ahhh) | |
| Chichatirimira chazokura (ahhh) | |
| Pidigu mai vemwana chandipfuura |
| zuo ci : Oliver Mtukudzi | |
| zuo qu : Oliver Mtukudzi | |
| Sheidza mai vemwana ndakuvara | |
| Pakupingudza mombe ndakuvara ndakuvara | |
| Dana mai vemwana ndakuvara | |
| Pakupingudza mombe ndakuvara ndakuvara | |
| Ndaiti chicha toredzera vakuru | |
| Pakupingudza mombe ndakuvara ndakuvara | |
| Nyamba chaifuratira vakuru | |
| Pakupingudza mombe ndakuvara ndakuvara | |
| Ndaichiyeva chiri mumakura | |
| Ndaiti mangwana tingazobopawo | |
| Chichandirimira chazokura | |
| Pidigu mai vemwana chandipfuura | |
| Sheidza mai vemwana ndakuvara | |
| Pakupingudza mombe ndakuvara ndakuvara | |
| Dana mai vemwana ndakuvara kuno | |
| Pakupingudza mombe ndakuvara ndakuvara | |
| Ndaiti chicha toredzera vakuru vacho | |
| Pakupingudza mombe ndakuvara ndakuvara | |
| Nyamba chaifuratira vakuru vaya | |
| Pakupingudza mombe ndakuvara ndakuvara | |
| Ndaichiyeva chiri mumakura ahhh | |
| Ndaiti mangwana tingazobopawo isu ahhh | |
| Chichandirimira chazokura ahhh | |
| Pidigu mai vemwana chandikunda | |
| Ndaichichiva tiri mumakura ahhh | |
| Ndaiti mangwana ndingazobopawo ahhh | |

| Ndaichichiva chiri mumakura ahhh | |

| Chichatirimira chazokura ahhh | |
| Pidigu mai vemwana chandipfuura | |
| Ndaichiyeva chiri mumakura ahhh | |
| Ndaiti mangwana tingazobopawo ahhh | |
| Chichatirimira chazokura ahhh | |
| Pidigu mai vemwana chandipfuura |
| zuò cí : Oliver Mtukudzi | |
| zuò qǔ : Oliver Mtukudzi | |