作词 : Oliver Mtukudzi 作曲 : Oliver Mtukudzi Sheidza mai vemwana ndakuvara Pakupingudza mombe ndakuvara (ndakuvara) Dana mai vemwana ndakuvara Pakupingudza mombe ndakuvara (ndakuvara) Ndaiti chicha toredzera vakuru Pakupingudza mombe ndakuvara (ndakuvara) Nyamba chaifuratira vakuru Pakupingudza mombe ndakuvara (ndakuvara) Ndaichiyeva chiri mumakura Ndaiti mangwana tingazobopawo Chichandirimira chazokura Pidigu mai vemwana chandipfuura Sheidza mai vemwana ndakuvara Pakupingudza mombe ndakuvara (ndakuvara) Dana mai vemwana ndakuvara kuno Pakupingudza mombe ndakuvara (ndakuvara) Ndaiti chicha toredzera vakuru vacho Pakupingudza mombe ndakuvara (ndakuvara) Nyamba chaifuratira vakuru vaya Pakupingudza mombe ndakuvara (ndakuvara) Ndaichiyeva chiri mumakura (ahhh) Ndaiti mangwana tingazobopawo isu (ahhh) Chichandirimira chazokura (ahhh) Pidigu mai vemwana chandikunda Ndaichichiva tiri mumakura (ahhh) Ndaiti mangwana ndingazobopawo (ahhh) Chichandirimira chazokura (ahhh) Pidigu mai vemwana chandikunda Sheidza mai vemwana ndakuvara Pakupingudza mombe ndakuvara (ndakuvara) Dana mai vemwana ndakuvara Pakupingudza mombe ndakuvara (ndakuvara) Ndaiti chicha toredzera vakuru vacho Pakupingudza mombe ndakuvara (ndakuvara) Nyamba chaifuratira vakuru vacho Pakupingudza mombe ndakuvara (ndakuvara) Ndaichichiva chiri mumakura (ahhh) Ndaiti mangwana ndingazobopawo (ahhh) Chichatirimira chazokura (ahhh) Pidigu mai vemwana chandipfuura Ndaichiyeva chiri mumakura (ahhh) Ndaiti mangwana tingazobopawo (ahhh) Chichatirimira chazokura (ahhh) Pidigu mai vemwana chandipfuura