| Yeah | |
| Anokuti tichaparadzana tafa | |
| Ndachema zvangu, One Munhu | |
| HK, Simplex Music | |
| Take take mese saBanda negafa | |
| Definitely | |
| Murudo munoda one munhu waunodada naye | |
| Anokuti tichaparadzana tafa | |
| Wausingagone naye | |
| Anoita uve munhu kwaye | |
| One munhu waunodada naye | |
| Take take mese SaBanda negafa | |
| Wausingagone naye | |
| Love ichipisa kunge Dubai (saka dzvanya L-I-K-E) | |
| Kana une anokuda anokuti D-A-D-Y | |
| Ndikoko, usamusiye mese mu L-I-F-E | |
| Mubate bho, mubate bho | |
| Mupe L-O-V-E | |
| Murambe muri mese kudzamara ku E-N-D | |
| Ukamuti queen iye anokuti K-I-N-G | |
| Chimupa mhiko | |
| Mupfekedze R-I-N-G | |
| Chekumirira hapana, hapana T-I-M-E | |
| Saka F-A-S-T | |
| Murudo munoda one munhu waunodada naye | |
| Anokuti tichaparadzana tafa | |
| Wausingagone naye | |
| Anoita uve munhu kwaye | |
| One munhu waunodada naye | |
| Take take mese saBanda negafa | |
| Wausingagone naye | |
| Love ichipisa kunge Dubai | |
| Saka dananai | |
| Dananai dananai dananai | |
| Wako mubate sezai | |
| Zvamunoda kuti zviitwe itai | |
| Mudziva rerudo pindai | |
| Zvichikadai sasanai kusvika pacho pamuchati | |
| Tava baba namai | |
| Musvitsa tsvene pindai | |
| Vane godo wachisai | |
| Hapashaike vaimbokusaizai | |
| Zvino vese voti bwai | |
| Zvatsvukira vehama uyai uyai | |
| Love yamachuwa se wine | |
| One munhu waunoti until I die ndichange ndiripo paside | |
| Rufu ndirwo chete ruchaita nditi goodbye | |
| Ndosaka ndati murudo munoda one munhu waunodada naye | |
| Anokuti tichaparadzana tafa | |
| Wausingagone naye | |
| Anoita uve munhu kwaye | |
| One munhu waunodada naye | |
| Take take mese sabanda negafa | |
| Wausingagone naye | |
| Love ichipisa kunge Dubai (saka dzvanya L-I-K-E) | |
| Kana une anokuda anokuti D-A-D-Y | |
| Ndikoko, usamusiye mese muL-I-F-E | |
| Mubate bho, mubate bho | |
| Mupe L-O-V-E | |
| Murambe muri mese kudzamara ku E-N-D | |
| Ukamuti queen iye anokuti K-I-N-G | |
| Chimupa mhiko | |
| Mupfekedze R-I-N-G | |
| Chekumirira hapana, hapana T-I-M-E | |
| Saka F-A-S-T | |
| Murudo munoda one munhu waunodada naye | |
| Anokuti tichaparadzana tafa | |
| Wausingagone naye | |
| Anoita uve munhu kwaye | |
| One munhu waunodada naye | |
| Take take mese SaBanda negafa | |
| Wausingagone naye | |
| Love ichipisa kunge Dubai | |
| (Anokuti tichaparadzana tafa) | |
| (Take take mese saBanda negafa) | |
| Simplex Music |