| [00:03.54] | oskiiiid |
| [00:16.50] | babe akandidisappointaa |
| [00:18.39] | ndaisaziva kuti ndizvo zvaachazoitaaaa heeee ee iiii uumn |
| [00:18.84] | maswera seyi mhofu! |
| [00:21.29] | usandibate kuface wodakundipa zvawabva kupa mumwe muface |
| [00:23.83] | haasi mukomana wangu ibest friend! |
| [00:24.98] | mira kuexplainer taapanerimwe page |
| [00:25.71] | ukatowedzera kunyepa zvingaite worse |
| [00:26.66] | pangamunaye muri2 mangamuchiitey |
| [00:27.65] | ndaigara ndichingozvibvunza inyaya dzeyi |
| [00:30.16] | dzinokugarisa pawhatsapp everyday... |
| [00:37.22] | Babe handikurove handikutukee!!! |
| [00:45.35] | ndikakuona uinemumwe mukomanaaa! |
| [00:49.83] | ende handikubvunze!!! handigumbuke |
| [00:51.42] | asi ziva kuti zvangu newe zvazvaranaaa! |
| [00:53.24] | mutemo wedu watakazvipa pachigallis!! |
| [00:54.20] | handichinjwe nebabe kunge hairstyle |
| [01:00.20] | ndakazvitsvaga ndikazviwana asi handisi police!! |
| [01:00.71] |