Mubhawa

Mubhawa Lyrics

Song Mubhawa
Artist Killer T
Album Makanga Mandikanganwa (Singles Collection)
Download Image LRC TXT
[00:00.84] Mukuru! Mukuru! Killer T
[00:02.56] Manhamba manyowani
[00:03.65] Mukuru! Mukuru! (Nyatsocheka!)
[00:05.14] Mukuru! Mukuru! Mukuru! (Anaya! Chairman)
[00:07.60] Chimbondipa chi-riddim kunoku ndichidambure
[00:10.66] Aya mangoma itai ndidambure
[00:12.21] Ndoita zvandinoda saka siya ndishaure (ndishaure)
[00:14.87] Hunza poto kuno ndipakure
[00:15.73] Aya ndiwo mangoma anotisimudza mubhawa
[00:19.28] Ndiwo anotipa power
[00:20.71] Ari mangoma ndongoramba ndichirova
[00:22.54] Mangoma ndongorova, handife ndapera power
[00:25.42] Anotisimudza mubhawa
[00:27.61] Ndiwo anotipa power
[00:29.06] Ari mangoma ndongoramba ndichirova
[00:31.06] Mangoma ndongorova, handife ndapera power
[00:32.65] Inza mupfanha Aya, mangoma ndiri stupid
[00:34.51] Ndaburitsa hobho vachikanda mumabucket
[00:36.77] Police ramhanya rikavhura docket
[00:38.52] Hanzi uri kukwadza vanhu saka ndiwe suspect
[00:40.80] Vese vari kubvunza, "A-connecter socket ndiani?"
[00:42.93] Ndikati, "Ndini ndakazvitinya pacorner."
[00:44.72] Ndikati, "Mupfanha Aya chivapa rimwe bucket."
[00:46.97] Uchaona vanhu vachitsvaga pa-market
[00:49.19] Aya ndiwo mangoma anotisimudza mubhawa
[00:52.30] Ndiwo anotipa power
[00:53.91] Ari mangoma ndongoramba ndichirova
[00:55.72] Mangoma ndongorova, handife ndapera power
[00:58.52] Anotisimudza mubhawa
[01:00.60] Ndiwo anotipa power
[01:01.99] Ari mangoma ndongoramba ndichirova
[01:03.96] Mangoma ndongorova, handife ndapera power
[01:05.66] Vapfanha vakutanga kugadzira ma-clux
[01:07.64] Kwakuti ndinongona vachiwedzera mamarks
[01:09.71] Ndakanda ngoma hobho dziri kupisa muma-streets
[01:11.67] Mazuvano patonazi ndichi-connecter zheti
[01:13.92] Vese vomhanya vochururuka sweat
[01:15.92] Vakuona 9 achiita kunge 6
[01:18.04] Manje idzo nharo hadzipere, debate
[01:20.14] Ndonzi, "Chairman, Murovera mu-net."
[01:22.21] Aya ndiwo mangoma anotisimudza mubhawa
[01:25.45] Ndiwo anotipa power
[01:27.18] Ari mangoma ndongoramba ndichirova
[01:29.03] Mangoma ndongorova, handife ndapera power
[01:31.56] Anotisimudza mubhawa
[01:33.65] Ndiwo anotipa power
[01:35.39] Ari mangoma ndongoramba ndichirova
[01:37.22] Mangoma ndongorova, handife ndapera power
[01:38.86] Ndinenge ndichikungurudza kuita chibhora
[01:40.77] Chigara wavaudza madinga ndotyora
[01:42.75] Ngavanzwe mangoma, mangoma ndorova
[01:45.06] Kana vakuda dzimwe ngoma ndotora
[01:46.90] Manje ndiri kupisa ende andisi kupora
[01:48.97] Ndoda team yeku-collecter dollar
[01:51.03] Ndiri mu-full speed, vatadza kundidzora
[01:53.20] Zvimadhiri zvakadhakwa izvo andisi kutora
[01:55.27] Aya ndiwo mangoma anotisimudza mubhawa
[01:58.55] Ndiwo anotipa power
[02:00.02] Ari mangoma ndongoramba ndichirova
[02:01.90] Mangoma ndongorova, handife ndapera power
[02:04.75] Anotisimudza mubhawa
[02:06.91] Ndiwo anotipa power
[02:08.27] Ari mangoma ndongoramba ndichirova
[02:10.31] Mangoma ndongorova, handife ndapera power
[02:12.06] Kurova mangoma kuti tivafinhure
[02:14.38] Kana vagara ita tivasabhure
[02:16.29] Teta mangoma ini ndidambure
[02:18.37] Nduda kupinda navo saka ita nditatsure
[02:20.40] Tanga mangoma ndiri mu-full speed
[02:22.53] Kana ndichimhanya mangoma ndiri pa-lead
[02:24.71] Kana mangoma ndichitanga full speed
[02:26.71] Ndichimhanya zvimangoma ndichi-
[02:28.38] Aya ndiwo mangoma anotisimudza mubhawa
[02:31.80] Ndiwo anotipa power
[02:33.95] Ndiwo anotipa power
[02:36.05] Itori sour-sour
[02:37.85] Anotipinza mubhawa
[02:39.95] Ndiwo anotipa power
[02:42.38] Sour, sour (mukuru wangu ndapera power)
[02:54.92]
Mubhawa Lyrics
YouTube Results (More on YouTube)