Mahumbwe

Mahumbwe Lyrics

Song Mahumbwe
Artist Killer T
Album Makanga Mandikanganwa (Singles Collection)
Download Image LRC TXT
[00:01.65] Killer T, Ayanaya for manumber manyowani (aiyahoo)
[00:05.38] Hot Property nyatsochecker mukuru mukuru
[00:09.87] Vakati ndezvekutungana kwembudzi
[00:13.46] Zvikanzi siyai arere asi muchazoona ari muridzi
[00:18.47] Kuroorana kwavo vese vaitongofunga kuti mahumbwe
[00:22.66] Kugarisana kwavo asi nhasi zvazofaya Mwari wangu
[00:27.22] Kuroorana kwavo vese vaitongofunga kuti mahumbwe
[00:30.91] Kugarisana kwavo asi nhasi zvazofaya Mwari wangu
[00:36.05] Vakati, "Gogogoyi tauya panapa nerusambo
[00:39.94] Aiwa tabuda mugota saka motipawo nyembe dzeumambo"
[00:43.98] Aiwa bikai magwinya panapa vaimbotisimbisa zvemuchato
[00:48.55] Aiwa kandai mumoto nhamo iya yekurara ndega ndairamba
[00:53.39] Kuroorana kwavo vese vaitongofunga kuti mahumbwe
[00:57.12] Kugarisana kwavo asi nhasi zvazofaya Mwari wangu
[01:02.08] Kuroorana kwavo vese vaitongofunga kuti mahumbwe
[01:05.74] Kugarisana kwavo asi nhasi zvazofaya Mwari wangu
[01:10.78] Takuda nguva yemusengabere (aiyahoyere hoye)
[01:15.45] Kuzvuzvurudza mwana wevanhu achiridza mhere (aiyahoyere hoye)
[01:19.03] Manje sadombo varipo vari muberere (aiyahoyere hoye)
[01:23.37] Hanzi mukuwasha mukoko kumora haupere (aiyahoyere hoye)
[01:28.27] Kuroorana kwavo vese vaitongofunga kuti mahumbwe
[01:32.15] Kugarisana kwavo asi nhasi zvazofaya Mwari wangu
[01:36.96] Kuroorana kwavo vese vaitongofunga kuti mahumbwe
[01:40.96] Kugarisana kwavo asi nhasi zvazofaya Mwari wangu
[01:45.75] Vakati gogogoyi tauya panapa nerusambo
[01:49.56] Aiwa tabuda mugota saka motipawo nyembe dzeumambo
[01:53.82] Aiwa bikai magwinya panapa vaimbotisimbisa zvemuchato
[01:58.19] Aiwa kandai mumoto nhamo iya yekurara ndega ndairamba
[02:03.13] Kuroorana kwavo vese vaitongofunga kuti mahumbwe
[02:06.95] Kugarisana kwavo asi nhasi zvazofaya Mwari wangu
[02:12.04] Kuroorana kwavo vese vaitongofunga kuti mahumbwe
[02:15.78] Kugarisana kwavo asi nhasi zvazofaya Mwari wangu
[02:21.03] Ayanaya for (aiyahoyere hoye) Killer T again, Hot Property
[02:26.22] Nyatsochecker masettings (aiyahoyere hoye)
[02:29.34] Kuroorana kwavo kumbofunga kuti mahumbwe (aiyahoyere hoye)
[02:33.80] Kugarisana kwavo asi nhasi zvazofaya Mwari wangu (aiyahoyere hoye)
[02:38.18] Kuroorana kwavo vese vaitongofunga kuti mahumbwe
[02:41.87] Kugarisana kwavo asi nhasi zvazofaya Mwari wangu
[02:48.82] Une rudo, mudiwa wangu une rudo, une rudo mudiwa wangu une rudo
[02:55.93]
Mahumbwe Lyrics
YouTube Results (More on YouTube)