Nash Nation (Simplex Music) Huya kuno, huya kuno Ooh Lord, Lord, Lord, Allanah Watora mari usaite kunge wemogo (usakanganwe kufadza mutengi) Ita kupusa kuseka majoko (kana uchinge wafadza mutengi) Fadza mutengi wedoro (rehh) Fadza mutengi wehwahwa (aha-ha) Fadza mutengi wedoro (rehh) Fadza mutengi wehwahwa (aha-ha) Ita kakupusa kakuvata kakupenga (iwe uchiziva wafadza mutengi) Kurumidza kuguta usaite kuruta (iwe uchiziva wafadza mutengi) Tamba, tamba usanyara (haa) bvuma kupushwa kunge bhara (ye) Mudaidze uchiti mudhara (haa) futi mune bhutsu yakanaka (ye) Wotomu-comforter wo, muti, "Munobuda pamaphoto" Watch yenyu moto, uchiziva wafadza mutengi Fadza mutengi wedoro (rehh) Fadza mutengi wehwahwa (aha-ha) Fadza mutengi wedoro (rehh) Fadza mutengi wehwahwa (aha-ha) Ita kakupusa kakuvata kakupenga (iwe uchiziva wafadza mutengi) Kurumidza kuguta usaite kuruta (iwe uchiziva wafadza mutengi) Ende akanyepa usamuudze, mututumadze umuti, "Idama iroro" Akaona kachimoko akachiva, muudze kuti, "Imbama iyoyo" Ane ka-this, ane ka-that, Mbada this, Mbada that Ganda renyu rinobvumwa nevhat, iwe uchiziva urikufadza mutengi Fadza mutengi wedoro (rehh) Fadza mutengi wehwahwa (aha-ha) Fadza mutengi wedoro (rehh) Fadza mutengi wehwahwa (aha-ha) Ita kakupusa kakuvata kakupenga (iwe uchiziva wafadza mutengi) Kurumidza kuguta usaite kuruta (iwe uchiziva wafadza mutengi) Watora mari usaite kunge wemogo (usakanganwe kufadza mutengi) Ita kupusa kuseka majoko (kana uchinge wafadza mutengi) Watora mari usaite kunge wemogo, usakanganwe Chief Jay Watora mari usaite kunge wemogo, usakanganwe mutarisi Nash Watora mari usaite kunge wemogo, usakanganwe Boss Thumelo Watora mari usaite kunge wemogo, usakanganwe big things Usakanganwe Prezha Manager, usakanganwe P Money Usakanganwe Ginimbi, usakanganwe Boss Pound Usakanganwe P Lodza, usakanganwe Rockafella Silent killer paJoza Huya kuno, huya kuno Allanah, Simplex Music Huya kuno, huya kuno Fadza mutengi wedoro (rehh) Fadza mutengi wehwahwa (aha-ha) Fadza mutengi wedoro (rehh) Fadza mutengi wehwahwa (aha-ha) Ita kakupusa kakuvata kakupenga (iwe uchiziva wafadza mutengi) Kurumidza kuguta usaite kuruta (iwe uchiziva wafadza mutengi) Fadza mutengi wedoro (rehh) (Evolution) (aha-ah) Fadza mutengi wedoro (rehh) Yardboy (aha-ah) Ita kakupusa kakuvata kakupenga (iwe uchiziva wafadza mutengi)