[00:03.02] Nash Nation (Simplex Music) [00:05.78] Huya kuno, huya kuno [00:08.48] Ooh Lord, Lord, Lord, Allanah [00:12.90] Watora mari usaite kunge wemogo (usakanganwe kufadza mutengi) [00:17.70] Ita kupusa kuseka majoko (kana uchinge wafadza mutengi) [00:22.46] Fadza mutengi wedoro (rehh) [00:24.33] Fadza mutengi wehwahwa (aha-ha) [00:27.06] Fadza mutengi wedoro (rehh) [00:29.42] Fadza mutengi wehwahwa (aha-ha) [00:31.65] Ita kakupusa kakuvata kakupenga (iwe uchiziva wafadza mutengi) [00:36.35] Kurumidza kuguta usaite kuruta (iwe uchiziva wafadza mutengi) [00:42.08] Tamba, tamba usanyara (haa) bvuma kupushwa kunge bhara (ye) [00:46.57] Mudaidze uchiti mudhara (haa) futi mune bhutsu yakanaka (ye) [00:51.66] Wotomu-comforter wo, muti, "Munobuda pamaphoto" [00:56.47] Watch yenyu moto, uchiziva wafadza mutengi [00:59.16] Fadza mutengi wedoro (rehh) [01:01.62] Fadza mutengi wehwahwa (aha-ha) [01:04.01] Fadza mutengi wedoro (rehh) [01:06.15] Fadza mutengi wehwahwa (aha-ha) [01:08.44] Ita kakupusa kakuvata kakupenga (iwe uchiziva wafadza mutengi) [01:13.28] Kurumidza kuguta usaite kuruta (iwe uchiziva wafadza mutengi) [01:17.75] Ende akanyepa usamuudze, mututumadze umuti, "Idama iroro" [01:22.79] Akaona kachimoko akachiva, muudze kuti, "Imbama iyoyo" [01:27.42] Ane ka-this, ane ka-that, Mbada this, Mbada that [01:31.98] Ganda renyu rinobvumwa nevhat, iwe uchiziva urikufadza mutengi [01:36.23] Fadza mutengi wedoro (rehh) [01:38.38] Fadza mutengi wehwahwa (aha-ha) [01:40.85] Fadza mutengi wedoro (rehh) [01:43.23] Fadza mutengi wehwahwa (aha-ha) [01:45.57] Ita kakupusa kakuvata kakupenga (iwe uchiziva wafadza mutengi) [01:50.17] Kurumidza kuguta usaite kuruta (iwe uchiziva wafadza mutengi) [01:54.45] Watora mari usaite kunge wemogo (usakanganwe kufadza mutengi) [01:59.26] Ita kupusa kuseka majoko (kana uchinge wafadza mutengi) [02:03.66] Watora mari usaite kunge wemogo, usakanganwe Chief Jay [02:08.46] Watora mari usaite kunge wemogo, usakanganwe mutarisi Nash [02:12.96] Watora mari usaite kunge wemogo, usakanganwe Boss Thumelo [02:17.73] Watora mari usaite kunge wemogo, usakanganwe big things [02:22.19] Usakanganwe Prezha Manager, usakanganwe P Money [02:27.33] Usakanganwe Ginimbi, usakanganwe Boss Pound [02:31.66] Usakanganwe P Lodza, usakanganwe Rockafella [02:36.44] Silent killer paJoza [02:40.58] Huya kuno, huya kuno [02:42.43] Allanah, Simplex Music [02:47.42] Huya kuno, huya kuno [02:50.14] Fadza mutengi wedoro (rehh) [02:52.40] Fadza mutengi wehwahwa (aha-ha) [02:54.68] Fadza mutengi wedoro (rehh) [02:56.97] Fadza mutengi wehwahwa (aha-ha) [02:59.32] Ita kakupusa kakuvata kakupenga (iwe uchiziva wafadza mutengi) [03:03.83] Kurumidza kuguta usaite kuruta (iwe uchiziva wafadza mutengi) [03:08.42] Fadza mutengi wedoro (rehh) (Evolution) (aha-ah) [03:13.12] Fadza mutengi wedoro (rehh) [03:15.79] Yardboy (aha-ah) [03:17.72] Ita kakupusa kakuvata kakupenga (iwe uchiziva wafadza mutengi) [03:22.63]